Hurwere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hurwere kana hosha (illness, disease) kurevaa kusanzwa muviri uchishanda mushe semugaro wemunhu mutano.

Izwi rokuti sengende riri kushandisa pachinyorwa chino kureva chinonzi pathogen vector kuEnglish - apa kureva tupuka tunotakura hutachiona kana chirwere kubva pamunhu kuenda pane mumwe. Kazhinji tupuka tunotakura zvirwere tunenge turi tunoruma twakadai sehumhutu kana tsetse.

Mhando dzehurwere[chinja | edit source]

  • Chigwadara (Sudden, fatal illness affecting many people. 2. Anthrax).
  • Chisomo (the core of a boil) kureva chichena chinonekwa kana mota raibva.
  • -dapatapa (Be weak from sickness). Muviri unondidapatapa: my body makes me:fÏl weak. Muviri unodapatapa: the body is very weak. Akadapatapwa nomuviri: he was much weakened by his sickness.
  • Dandara (mentally retarded person).
  • Mutenda kana nhenda (sick person) kureva murwere. Asi nhenda rinoreva hurwere zvakare - sickness.
  • Matenda kana nhenda (all kinds of diseases). Jesu Kristu wakatakura matenda edu.
  • Uronzadenda kana uronzanhenda (Pathology).
  • Uronzamuviri-nhenda (Pathophysiology).
  • Mukondombera
  • Kukondekana kana kubadarika (Be in great pain).
  • Kunenga kana kusvotwa (to be nauseated; to feel sick). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Matinenga??
  • Kukomberwa (Infect seriously). Murume wenyu akakomberwa nechirwere: your husband is seriously infected by the sickness.
  • -gombera (to make weak). Apa panogona kubva zita rokuti Gombera.
  • Kupepa (to nurse, feed-up the sick) apa kureva kukota murwere uchiedza kuti adye chikafu.
  • Bumburu (Person or animal recovering from sickness). Irikidzai ava bumburu: Irikidzai is well again.
  • Gwevandiro kana nhanhi (Long wasting sickness).
  • Maberavera
  • Mhembwana (wasting disease) kureva chirwere chinopedza muviri kana kuwondesa muviri.
  • Ndonda (1. An invalid, 2. One with wounds and sores) izwi iri rinoreva murwere zvikurusei uwo ane marondo. Izwi iri rinotodzana nerinoti ronda.
  • Ngwere (malignant disease).
  • Rusukira (epidemic) kureva hosha inopomera zvikuru???

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Ukasevenza uchirwara unodinhidza chirwere chako: if you work when you are ill you make your sickness worse.
  • Kunyangova akadya zvake machikichori akanyanyodii haambobumbunuki: let him eat food of the greatest delicacy, still he will never get fat.
  • Kusengudza (carry an invalid).
  • Dandabvu kana dandadzi (convalescent person)??
  • Dandabvu kana madandabvu, (Person seriously ill as the result of an accident e.g. lightning).
  • Kutara (to visit, seek, look for).
  • Kutapura (to be infected, to catch a sickness) apa zvichireva kutapukirwa nechirwere.

Chibantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti ubuzima (health) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda.
  • Izwi rokuti -zima (healthy) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda. Zvichienderana nemupanda wezita izwi iri rinogona kubuda riri, kızıma, muzima etc.