Duramahwi
Tarisai futi peji re: Mashoko eChishona akabva kumumwe mitauro

Duramahwi (ku Chingezi: Dictionary; Chindevere: Isichazamazwi) Duramaswi kana Duramazwi: Chinyogwa chinounganidza mahwi kana kuti mazwi ese emutauro, senge mutauro wedu weChishona. Duramahwi rinodudzira zvese zvinoreva ihwi/inzvi rimwe nerimwe, chichibetsera avo vanosangana nemahwi avasingazivi zvaanoreva kana manyorego awo kuti vadzidze izvi.
Pamusoro pezvo, pakazhinji mazwi anowanikwa mukati meduramazwi anowanzo nyorwa achiteera bumbiro remabhi, kubva kuna A kuzvika kuna Z, zvichienderana nebumbiro remabhi reChishona.
| Duramazwi anotang na A | ||
|---|---|---|
| Chishona | Tsananguro | Izwifanana |
| A- | aihwa; uye izwi rinoshandiswa munhu kana ashamiswa. Senge A! Handiba.
rinoshandiswa panoshandurwa iye; senge Aenda kupi? |
|
| -AKA | kuvaka; kanhu aka;
Akaita |
Waka; Vaka
Akaenda nenzira. |
| AKO | kanhu ako
zvako |
ichi ndechako |
| AMAI | kureva mhamha, mai | |
| -AMBANA | kurwa (nemumwe); to quarrel | pamwe, kurambana? |
| -AMBUKA | to cross over (a river) | |
| -AMBURA | to dig (ground nuts etc.) | |
| -AMWA
AN'WA |
to suck; to suckle | |
| -AMURA | to yawn | |
| -ANDIRA | to sit on (eggs); to incubate | |
| ANI | who | |
| -ANIKA | to put to dry (out in the sun) | |
| -ANO | these days; these ones
he/she does |
|
| -ANGU | mine | |
| APA | here | |
| APO | chinhu chiri kunzvimbo iri kumwe, isiri padhuze. | c |
| -ASHIRA | kugamuchira (kugashira); kubvuma | Gashira |
| ASI | but
also used for shock effec |
Ndaenda asi pakanga pasina munhu.
Asi haana kuuya. |
| -ATA | sleep; to lie down | Aenda kuno vata. |
| AVA | them | |
| -AVO | theirs
them (usually far) |
|
| AYA | these ones (objects); these things | |
| AYO | those things; those (objects) | |
hh
| Duramazwi anotanga na - B | ||
|---|---|---|
| Chishona | Tsananguro | Izwifanana |
| BA | used as an emphasise negative feelings
baba; baba wa- |
|
| -BA | rindoshandiswa kuba | |
| BABA | father | Bambo; dhedhi |
| BABAMA | to flap wings; flying | |
| BADZA | a hoe; a plough | |
| BAKO | a cave or cleft among rocks; | |
| BAKWA | a place for firewood; woodpile | |
| BAMBO | father | Baba; dhedhi |
| BANDA | to throb; to pain; ache | Rwadza |
| BADADZI | slave; servant | Muranda |
| BANDAKADZI | female servant; female slave | |
| BANDAUKO | should or fore-leg (yeBeast) | |
| BANDE | bark, peel, fish scale | Gwande; Gwati |
| BANDU | enemy | Muvengi |
| BANI | wide; level land between hills; open level veld | |
| BANZA | hope | Tariro |
| BANZE | the meeting-place of men in a village | Dare |
| BANZURA | to split; cut; lengthways | |
| -BADZURA | a splinter | Banzu |
| BANGA | knife | mhesvi; mesa; munondo |
| BANGANO | a cunning plan; plot; scheme (scheming) | zano |
| BANGO | horizontal crossbeam in a house-roof; uprights of walls; pole for construction; pole | |
| BANGURA | canine tooth | zino; mbangura; mbangu |
| BAPE | flat sheet; flat piece; also band or cloth or beads worn on foreheads by women | |
| BAPIRO | wing | Papiro |
| BAPU | lung | |
| -BARA | to bear (offspring; fruit); to bud
a cartridge; bullet |
|
| -BARIKABARIKA | to fly off (sparks); to send sparks flying off | -pupuruka
-barika |
| BARIKIRA | a spark | sasaradzi; sase; bari; tsatsi |
| -BARURA | to tears; rip | Parura; Bvarura |
| BARUKA | be torn | |
| BASA | work; job; employment | Kushanda |
| BASI | only; enough; one person only | chete; bedzi |
| BATA | a duck | sekwe; shambira; sambira |
| -BATA | to hold; to seize; to be firm; catch; strong | |
| BATANIDZA | to join to together; | |
| BATSIRA | to help; land a hand | -betsera; -batsa; -detsa; detsera; |
| BATWA | be held; be caught; | |
| -BAYA | stab; gore; pierce; prick | |
| -BAYIRA | to fasten (with a pin) etc.; stick into; to kill for; to sacrifice to | |
| BAZI | branch | nhawani |
| BECHE | pudendum muliebre | mheche |
| -BEKA | belch | dzvova; -beya; -geya |
| BEMBVU | lunatic; madman | mupengo |
| BEMHE | donkey | mbongoro; mubemhe |
| BENDE | a broken pot; nick (as in rim of pot); space between two teeth | |
| BENYU | alive; to have life | penyu; mupenyu; mhenyu |
| BENZI | fool; idiot; (almost) lunatic | -penga; bembvu |
| BENGO | a lunatic | |
| BERE | hyaena | tika; magondo; chipere; bongo |
| BEREKA | to bear (offspring; fruit); to carry on back (eg. kubereka mwana kumusana) | mbereko; -zvara; -pona; -bara |
| BERERE | verandah | |
| BESA | cold in the head; sickness | Besha; dzibwa; dzihwa |
| -BESA | to make and light a fire | -vesa; -batidza |
| BESHA | cold in the head; sickness; | |
| BESU | tail (of bird or fish) | mupefu; musuka; chisuka; muswe; mupesu; musuka |
| BETE | cockroach | |
| BETO | dew | dova; veta |
| -BETSA | to help; helping | Batsira; betsera; betsa; |
| BIDI | magic; any unusual thing | pipi |
| -BIDZA | to take over a river | -bira |
| -BIKA | cook; to boil | |
| BIKIRO | the cooking-place; a big snuff-box | |
| BIMHA | reed-buck | |
| -BIMIDZA | to beat (with fist); | Bi; -bititsa; -bititisa |
| BINDEPINDE | a stout rope; a row of people holding hands | tambo |
| BINGA | a forest; king's enclosure in his own village | dondo |
| BIRA | a big beer dance; a feast to celebrate family spirits | |
| -BIRA | (1) to cross over (a river);
(2) to steal from someone |
-bidza; -ambuka; -namata |
| -BIRATU | to fast for at least one day | |
| BIRIPIRI | measles | gwirikwiti |
| BIRIRA | waterfall | bopomo |
| BIRIRI | bank (of stream) | hombekombe |
| BISWA | a stage in beer-making | mhanga |
| BITI | (sweet) bear | |
| -BITIRIRWA | to be choked in water; to drown | kunyura |
| BITIRISA | to choke | |
| BITITISA | to beat (with feast) | Bititsa; bimidza |
| BIYA | a frying-pan | hangiro |
| BIZA | cloth | jira |
| BODO | no; not at all | bwodo; maya; kwete; hai; tai; sva; haiwa; aihwa; ai |
| BOFU | blind person or animal; blindness | -pofumara; pofu |
| BOMHO | grassy plain; treeless veld | bani; sango |
| BONDE | a mat of split reeds; to have sexual intercourse (kusvira) | rukukwe; rutsekete; rupasa; tsapata |
| -BONDOKOTA | to sit cross-legged; to sit with legs under one | -kugara rusero |
| BONJE | abscess; boil; wound | mota; chironda |
| BONGA | wild cat | mangowe; mangowi |
| BONGO | hyaena | bere |
| -BOORA | to pierce; to rip; to make a hole | bovora |
| BOPE | a quarrel; disturbance; noise | |
| -BOPERA | to tie up; to inspan (oxen) | |
| BOPOMO | waterfall | bopomo |
| -BOPOTA | to make noise; to complain; to shout | popota; nwauta; nwaudza |
| BOPOTO | a noise; clamour; disturbance | ruzha; hope; bopota |
| BOROSA | a pocket | homwe; hombodo |
| BOSHO | bad marksmanship; a great danger; narrow escape | |
| BOTA | gruel; thin porridge (re vana) | sadza |
| BOTE | stout rope; unplaited bark | |
| -BOYIRA | to wink; to blink; to twinkle | bwaira (bgaira); |
| -BOZA
-BOZHA |
to pick up (by chance); to find | kuwana; -bozha |
| -BUDA | to come out' be well; come up (seeds) | -budisa; kumera (seeds); budiswa |
| BUDZI | a kind of marrow or pumpkin | nhanga |
| BUKA | a fit; (fainting) | |
| BUMA | a swarm (of bees); a bunch; cluster | bumbira |
| BUMARUTSVA | early rains | Gukurahundi; Hukurahundi |
| -BUMATA | to close the mouth | bumira |
| BUMBIRA | a swarm or cluster of bees | buma |
| BUMHE | beer (sweet) | doro; beto |
| -BUMIRA | to close the mouth; close lips | -bumata; vumira; -fumbira; -fungira |
| BUMU | forelock; tuft left on top of head | vhudzi |
| -BUMUDZA | to rest; make to halt for rest on a journey | bumudzo; -pumuza |
| BUMUDZO | resting place | guva; rinda |
| BUNDO | weed; grassy land | tsora; chitse; shakura |
| BUNDU | lump; hump | nyugwa; nutwa; nundu; chipundu |
| -BUNDUKUTA | to roll on ground (as mules do) | -vurukuta |
| BUNHA | a young girl (about 12yrs old) | kapunha; musikana |
| BUNO | tomato | domasi; guzungu; gukuzumbu; |
| BUNUMUNU | naked person | Bunyumunyu; mupunu |
| BUNGU | a forest | dondo; guri |
| BUNGWA | a salt-bearing reed from whose ashes a native salt is made | mutomba; mubungwe; mutsvangidze |
| BUPIRA | a swarm of insects; abundance of flying insects | Buma |
| -BURA | to take from the fire; to dish up (food); to take honey or eggs (from hive or nest) | |
| BURA | sweet potato | mbambaira |
| BURI | family | mhuri; buri |
| BURI | hole | |
| -BURIKA | to come out | -burikira; burikidza; -buritsa; -buritsira; -buritsisa; -buritswa |
| -BURIRA | hence; to feed another; to bring up someone else's child | bura; |
| -BURITSA | to take out; drive out | -buritsira; -buritswa; -buritsisa; -burika |
| -BURUKA | to come down; descend | -burusa; -burutsa; -burukira; dzika |
| -BURUTSA | to cause some to come down; to take down | -burusa; -turura |
| BUTE | mist; a swarm of locusts | mhute; mphute |
| BUTI | a grain of pop-corn | mabutiputi |
| BUTIRO | covering; wrapper; banana bud; book-jacket; thin skin inside of an eggshell | bvuwo; musari |
| BUTU | a bran (of grain stamped of milled) | fuva |
| BUVE | poisonouse hairy spider | |
| BUWA | sleeping but for unmarried boys or girls | imba |
| BUWE | stone | ibwe (ibge) |
| Duramazwi anotang ana BH | ||
|---|---|---|
| Chishona | Tsananguro | Izwifanana |
| BHACHI | a coat | |
| BHADHARA | pay; to pay | -ripa |
| BHADHARO | a fine; payment | |
| BHADHARISA | cause to pay; to fine | |
| BHAHARI | sea | gungwa (ocean); nyanza (lake) dziva (pool); |
| BHANDE | belt; band | |
| BHANHIRE | a skin belt with pouches for arrows | Goba |
| BHABHATIDZA | baptise; to baptise | Bhapatidza; rubhabhatidzo |
| -BHARA | to write | |
| -BHARA CHIBHARO | to pay a tax | |
| BHARIRA | to enrol; write to or for | CHIBHARO |
| BHAWARAKI | RAKABVA KU CHIARABHU
chemical element boron |
bhoroni |
| BHIMI | ngi | |
| BHINDA | ||
| -BHISA | remove; take away | bvisa |
| BHIZA | horse | Hachi |
| BHIZAUTARE | bicycle | |
| BHIZIMUSI | business | BHIZIMISI |
| BHO | okay; good; well | |
| BHODYERA | bottle | Bhodhoro |
| BHONI | iris | mboni |
| BHONDANA | dhebana | |
| BHONGOZHORA | thud | |
| BHOKISI | box | chikwembe |
| BHUMI | wolf; an animal belonging to canidae | bhumhi |
| BHORA | ball | nabvu; mbungo; mupira; homa; chimburumbwa |
| BHURURUKA | fly | Pururuka; pupuruka |
| BHURUVARA | dwindle | |
| BHUTAWU | button | ndoro; konopo |
| BHUVHURA | perforate | |
| BHUYA | converse | kurukura |
BHW (bw)/BG
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]| Mazwi anotanga na BW/BG | ||
|---|---|---|
| Ibhi rekuti bw kana kuti bg rinowanzo shandiswa muChikaranga, asi muChizezuru rinoshandiswa sa hw. | ||
| Chishona | Tsananguro | Izwifanana |
| BGABGA
BWABWA |
beer (strong) | HWAHWA
doro |
| -BWADZIRA
(BGADZIRA) |
to be on edge (of teeth) | HWADZIRA; -vaneuziza |
| -BWAIRA
(BGAIRA) |
to wink; to blink; twinkle | boyira; -chenya |
| BWANYANZA
(BGANYANZA) |
a bier | uchanja |
| BWANGA
(BGANGA) |
native medicine used as charms; anaesthetics; poison; | HWANGA |
| BWASHA
(BGASHA) |
breadth | HWASHA; upami |
| -BWATA
(BGATA) |
to squat (for concealment) | -sunzumara |
| BWATO
(BGATO) |
a canoe; dug-out | HWATO; mwadia; chikepe; gwa; igwa; ngarawa |
| BWAZVO
(BGAZVO) |
bait (for fishing) | HWAMBO; HWAZVO; HWAZO |
| BWE
(BGE) |
stone | ibwe; chibwe |
| BWEMA
(BGEMA) |
odour; scent | HWEMA |
| BWENDEDZO
(BGENDEDZO) |
pretence; a bait | HWENDEDZO |
| BWENJE
(BGENJE) |
deep pond | HWENJE |
| BWENZE
(BGENZE) |
the back of the shoulders | HWENZE |
| BWEREKETA
(BGEREKETA) |
to speak | Hwereketa; reketa; taura; -reva |
| BWERENGEDZA
(BGERENGEDZA) |
to add together; to mix | HWERENGEDZA; -werengedza |
| BWEVE
(BGEVE) |
side (yemhuka) | HWEVE; rutivi |
| -BWIBWINYA
(BGIBGINYA) |
to shine; to glitter; glisten | Bwibwi (bgibgi); hwihwi; hwihwinya |
| BWINGURA
(BGINGURA) |
to shave clean | Bwingu; -veura; -hwira |
| -BWIRA
(BGIRA) |
to eat by throwing (small) food pieces into the mouth | -HWIRA |
| BWIRAZUVA
(BGIRAZUVA) |
a ray of sun; sunbeam | maranzi; museve; muzhwari |
| BWIRIDZA
(BGIRIDZA) |
to return, give back | Hwirira |
| BWIRO
(BGIRO) |
a grave | guva |
| BWIZANA
(BGIZANA) |
mwana we hwai | hwayana; hwaiyana; nyenye; kahwai |
| BWONI
(BGONI) |
on purpose; purposely | nobwoni (nobgoni); namambune; namavune |
| BWOWA; BWOA
(BGOWA; BGOA) |
mushroom | howa; hohwa |
| BWUNO
(BGUNO) |
of-
rinoshandiswa sezvinoita 'huno/hwuno' enz. 'huchi bwuno' |
HWUNO; Huno |
| BWURUDZURA
(BGURUDZURA) |
to repeat, do over again (an action) | hwiridzira |
| BWUYA | of-
rinoshandiswa sezvinoita huya/hwuya, 'huchi hwuya/bwuy' |
hwuya, huya |
Dzw
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]| Mazwi anotanga na Bv | ||
|---|---|---|
| Chishona | Tsananguro | Izwifanana |
| -BVA | to com from; to move away, come out; to start from, begin | -bvisa; -bvira |
| BVA | but | asi |
| -BVARURA | to to be tear; rip | parura; barura |
| BVENE | a baboon | gudo |
| BVI | knee | ibvi |
| -BVIDZA | to be able | -bvira; -gona; -kwanisa |
| -BVIKA; -BVIKIDZA | to be possible | bvikidza; -goneka; -kwanisika |
| -BVINZA | to leak | -vhinza; -donha; -dzudza |
| -BVIRA | to be possible | |
| BVISA | remove; to take away, | |
| BVOVORA | to bore; | |
| BVUA | to paddle (canoe) | |
| BVUBVUMARA | to sit huddled up (se mu-stranger suppliant arikumirira notice) | bvuwara |
| BVUDZI | hair | VHUDZI |
| -BVUKA | to divine; guess; divination | -vuka; bvukisira |
| BVUKISIRA | to guess | |
| BVUMA | to agree; assent; acknowledge | -bvumira; -bvumirana; -bvumisa; -bvumidza |
| BVUMBI | puff-adder | mvumbi |
| -BVUMBUKA | to be worn; be easily torn | |
chwaba
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Jokochwa
== CHW ==Chwanya
== tyu
| Mazwi anotanga na W | |||
|---|---|---|---|
| Chishona | Chingezi | Enzano | Mamwe mazita |
| Wedza | milking vessels | ||