Kupenga

From Wikipedia
(Redirected from Bengo)
Jump to navigation Jump to search

Kupenga (being mad) zvinoreva kutayika pfungwa.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Tsumo[chinja | edit source]

  • Unodembwa ndewanyengerwa kamwe, wanyengerwa kaviri ibenzi.
  • Benzi bvunza rakanaka. An inquiring fool is a good one.

Kuumba Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLenje vanoti penga (be distressed, depressed, suffer pain or sorrow) vachireva kupenga?.
  • VaHerero vanoti vera (insane) kureva kupenga. VaHerero vanoti oku-vera (insanity, madness, crazy) vachireva kupenga. VaTonga vanoti ciyanga (n. fool) kureva rema.
  • VaNyoro vanoti mugwagwa (a follish half-witted person) vachireva rema. VaNyoro vanoti ekipungu (n. idiot) kureva rema.
  • VaLozi vanoti -tanya (v.i. to show signs of ill, to be completely insane) - zvichida rinotodzana nokuti kutwanya?
  • MaZulu vanoti umalukobo (Madness. ) vachireva kupenga. fananidzaai nokuti Marikopo kana Marukopo?