Duramazwi

Kubva Wikipedia

Duramahwi (ChiKaranga) kana kuti duramazwi (ChiZezuru): Chinyogwa chinounganidza mahwi kana kuti mazwi ese emutauro weChiShona chigodudzira zvese zvinoreva ihwi/inzvi rimwe nerimwe, chichibetsera avo vanosangana nemahwi avasingazivi zvaanoreva kana manyorego awo kuti vadziidze izvi.