Ubando

Kubva Wikipedia

Ubando kana kubanda (ache, pain, throb) zvinoreva marwadzo aya akanyanya seanoita zino kana nzeve.

  • Zvinobanda ndizvo izvi zvinoti musoro nezino nomusana nenzeve: these are things that ache: head, tooth, back and ear.
  • Ndaswera muzuva, saka musoro wangu wave kubanda.
  • Zino rake rakawora riri kubanda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti kuhwina kana kukhwina (v. throb; throbbing). Sokuti: Mkono wangu wahwina (My hand is throbbing).
  • VaZigula vanoti kuhwinisa kana kukhwinisa (v. throbbing a lot or too much). Sokuti: Mkono wangu wahwinisa (My hand is throbbing a lot).