Chikaranga
Mataridziko
|
Chikaranga kana Karanga mutauro unotaurwa muguta maMasvingo munyika yeZimbabwe. Chikaranga mutauro wedzinza reVashona, uye sezvinoita mitauro yechiNguni mitauro yechiShona inonzwisisika kuvamwe vemarudzi eDzinza rechiShona senge: Bazezuru, Samanyika, Mandau uye Makorekore.
Tsananguro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vanhu vechiKaranga nemutauro zvakabatana zvakanyanya nevaKalanga vachigovana zvakafanana mumutauro uye nemitauro. Nekudaro, izvo zviviri hazvisi zvinonzwisisika sezvo mutsauko mujogirafi wakonzera kuti mitauro miviri ikure zvakasiyana.
- Duramazwi reChiKaranga rinowanikwa paGoogle pagwaro rinonzi AManualoftheChikarangaLanguage_10727652.pdf
Bumbiro re Mabhi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tafura ye Mabhi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]| ' | b | c | d | f | g | h | j | k | l | m | n | p | r | s | t | v | w | y | z | |
|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
| b | bh | bv | bw | |||||||||||||||||
| c | ch | chw | ||||||||||||||||||
| d | dh | dhl | dv
dzv |
dw
dhw dhlw dyw dzw |
dy | dz | ||||||||||||||
| f | fw | |||||||||||||||||||
| g | gh | gw | ||||||||||||||||||
| h | hl | hw | ||||||||||||||||||
| j | jw | |||||||||||||||||||
| k | kh | kw | ||||||||||||||||||
| l | ||||||||||||||||||||
| m | mb | mh
mbh |
mv | mbw
mw |
||||||||||||||||
| n | n'
ng' |
nd | ng | nh | nzv | ndw
ngw nhw nw nyw ndyw (ndhlw) nzw |
ndy (ndhl)
ny |
nz | ||||||||||||
| p | ph | pw | ||||||||||||||||||
| r | rh | rw | ry | |||||||||||||||||
| s | sh | sv | sw | |||||||||||||||||
| t | th | tl | ts | tv
tsv |
tw
tlw tyw tsw |
ty | ||||||||||||||
| v | vh | vw
vhw |
||||||||||||||||||
| w | ||||||||||||||||||||
| y | yw | |||||||||||||||||||
| z | zh | zv | zw |