Bakwa

Kubva Wikipedia

Bakwa zvinoreva kuunganidzwa kwehuni dzingava dzakaunganidzwa pamba, pamuti, kana paruware padzinochengetwa. Vamwe vatauri chowe.