Bara
- Bara, mapara pahuwandu (Shaven head) zvichireva baravara.
- Bara kana mabara pahuwandu (1. Bullet. Round shot. 2. Round of ammunition).
- Bara kana mana (Large family unit of a village).
- Bara sezita (a family name).
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |