Mapapu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Lungs diagram simple.svg

Muchidzidzo chezvipenyu mapapu (Lungs in English) inhengo yemuviri munotambirwa mweya watinofema uchisanagana neropa rinonyungiditsa oxygen iri mumweya uyu. Ndimo zvakare munodzoka ropa rinenge rabva kunhengo dzose dzemuviri richizosiya Carbon dioxide inenge yagadzirwa nedzimwe nhengo.