Bapiro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Bapiro kana mapapiro pakuwanda (wing/s) zvinoreva nhengo yeshiri inoshandiswa kubhururuka.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti epapi (n. wing of a bird) kureva bapiro reshiri. Mukutaura vaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge epapi.
  • VaNyoro vanoti amapapa (n. wings) kureva mapapiro.
  • VaNyoro vanoti -papira kana -papire (v. to flap wings like a fowl) kureva kupapa mapapiro seshiri.