Hwanga

Kubva Wikipedia

Hwanga kana uroyi (poison) mushonga unoshandiswa kukuvadza kana kuuraya vanhu.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mombe dzakadya chepfu ndokufuma dzakati chinjinji: the cattle ate poison and in the morning they were Iying dead with legs in the air.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mushonga haubati pasina ronda. Medicine does not work where there is no wound.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti bwanga (n. poison) kureva hwanga.Herero vanoti ouanga (n. poison) kureva hwanga.
  • Kimbundu inoti uanga (n. poison, spell, witchcraft). VaFwe vanoti jefu (n. poison) kureva chefu.
  • VaUmbundu vanoti owanga (charm, fetish). VaBemba vanoti uhwanga (n. charm, spell) kureva hwanga.
  • Lenje vanoti wuanga kana wanga (drugs, medicines, poison). Swahili vanoti anga kana wanga (bewitch, enchant, cast a spell).
  • Nyaneka inoti ouanga (n. poison, spell, witchcraft; charm) kureva hwanga.