Basi
Mataridziko
- Basi (only, enough). Ndinoda kuuye munhu mumwe basi.
- Basi kana Mabasi (naked) apa kureva bununu kana munhu asina kupfeka. Handibudi iko zvino nokuti ndiri mabasi.
- Basi (stingless bee that live in trees).
- Basi (empty handed). Ndauya basi: I came empty handed.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vatauri veChewa neSwahili vanoti basi kana bassi (enough, well).
- Chimbalazi vanoti basi (adj. sufficient) - zvichida vanoreva basi.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |