Svetuka kuchirochemo

Bani

Kubva Wikipedia

Bani (1 Wide level land between hills; 2. Open, level veld) kureva nzvimbo yakatambarara isina miti iri pakaderera. Kana awanda anonzi mapani.

  • Bomho kana mapomho pakuwanda (grassy plain; treeless veld; a narrow valley but open veld).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaVenda vanoti bani (n. plain covered mostly by mopani trees).
  • VaVenda vanoti bale kana mavhale (n. treeless plain).
  • Bushong inoti lubana kana mbana pakuwanda (n. valley) kureva mupata.
  • Bambara inoti bani (n. little river) kureva rukorodzi.
  • Dinka vanoti bar (n. place in forest which is clear of undergrowth, area of no trees) kureva chiwara.