Svetuka kuchirochemo

Bimha

Kubva Wikipedia

Bimha (reedbuck) imhuka yesango inowanikwa munyika dziri kumabvazuva nekuchamhembe kweAfrica kusanganisira nyika dzinoti Zimbabwe, Mozambique, Botswana, Somalia neTanzania. Bimha rinokura kuita 60 richisvika 90 cm.

Hote kana hoteka (ram of a reedbuck) zvinoreva mukono unozvarisa webimha. Bimha rine nyanga dzakakoteka (curved). Zvichida ndipo panobva zita rokuti hoteka?

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Bimha riri muTierpark Berlin, July 2005