Kubika

Kubva Wikipedia
Mukadzi arikubika sadza muMalawi

Kubika (to cook; cooking).

Mhando dzekubika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kubura

  • kubvisa chikafu kubva pamoto kana munhu apedza kubika uye kana zvichitsva.

Kupakura

  • Kupa vanhu chikafu, kana kuisa chikafu muzvindiro kuti vanhu vadye.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri veKizigua vanoti kupika (to cook) kudanana kubika.
  • Vatauri veKikongo vanoti kulamba (v. to cook).
  • Vatauri veKikongo vanoti kilambi (n. cook).
  • VaTaita vanoti kuocha (n. roast) kureva kugocha.
  • VaTaita vanoti kukalanga (n. to fry) kureva kukaringa.
  • VaTaita vanoti kuteleka (n. to boil) kureva kufashaidza.