Udorongodzwa hwe nhangande dze mushonga
Tarisai futi Nhangande dzemushonga uye Nhangande
Nhangande dze mushonga zvinoreva ku Chingezi kuti chemical elements. Peji rinori ndere udorongodzwa hwe nhangande dze mushonga, kureva nhangande dzinowanikwa mutafura ye rupotero mu Chishona.
Mashoko aripano anogona kunge asingawanikwi kuChishona chamazuva ose, izvi ndezvekuda kwekuti tiri kuzama kuumba mutauro saka mamwe mashoko arikutogwa kubva mimwe mitauro ye Chibantu kana yemuno muAfurika. Uyezve mamwe mashoko anenge achitoorwa kubva kwaakabva senge Chiratini, Chigiriki, Chiarabhu (kana Chiswahiri), Chiperusiya uye wo Chiijipita Chekare (Chikemeti).
Chimwe chinhu chokuziva ndechokuti Chishona chakagara chichikumbira mashoko kubva kumimwe mitauro senge Chiputukezi, Chiswahiri, Chingezi, Chibhunu. Pamusoro pezvo tinotora kubva kumitauro iri muboka remitauro ye Chivanhu (Chishona) senge: Chikaranga, Chindau, Chimanyika, Chizezuru, Chikalanga, Chinambya uye mimwe ine hukama huri pedyo senge Chivhenda, Chitonga kana Chitsonga.
Udorongodzwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
nhangande | vambo rezita | Fezi ku r.t. | |||
---|---|---|---|---|---|
numeri ye atomu
Z |
chiratidzo | zita mu chishona | Zita mu chingezi | ||
1 | H | Sikamanzi | Hydrogen | Chingezi chinotodza Chigiriki hydro- (mvura) uye -gen (sika/umba)
|
gasi |
2 | He | Chimuzuva[1] Ran'a | Helium | Rakavamba paChigirki, hḗlios kureva 'zuva' | gasi |
3 | Li | Ritosi, Lithosi | Lithium | Kubva pashoko reChigirki líthos, kureva 'ibwe'
|
godo |
4 | Be | Bheruri, Bheruli | Beryllium | Beryl, umuchengwa (rakavamba pazita re Belur kuChamhembe cheIndia)
|
godo |
5 | B | Bhawaraki | Boron | Borax, umuchengwa (Chingezi chakatodza Chiarabhu -> bawraq)
|
godo |
6 | C | Mrasha, Kabhoni [2] | Carbon | Chingezi chakatodza Chiratini, carbo, 'rasha'
|
godo |
7 | N | Azote[3] Nito /Sikanito | Nitrogen | Chingezi chinotodza Chigiriki nítron (nito) uye -gen (sika/umba),
Chishona chinotodza Chiputukezi, nokuda kwepesvedzero yekare.
|
gasi |
8 | O | sikanyong'o, Pefumuro,
Mpefumuro, Mhefumuro |
Oxygen | Chigiriki oxy (nyong'o) - and -gen (sika. umba, vamba)
|
gasi |
9 | F | Fwere, Fulorini | Fluorine | Chingezi chakatodza Chiratini fluere, 'kuyerera'
|
gasi |
10 | Ne | Niyoni | Neon | Chishona chirikutodza wo Chigirki, néon, 'tsva, chowani' | gasi |
11 | Na | Natiri | Sodium | Chingezi (kubva paChiratini Chekare) soda
|
godo |
12 | Mg | Maganesi | Magnesium | Magnesia, iwiraya rekuMambvazuva e Tesari kuVuguriki
Nzvimbo -> (Tesalia,Thessaly, Petthalía nzvimbo ye Greece) |
godo |
13 | Al | Aluminiyamu | Aluminium | Alumina, kubva kuChiratini alumen (gen. aluminis), 'ururu, munyu'
|
godo |
14 | Si | Sirikoni, silikoni | Silicon | Chingezi chakatodza Chiratini silex, 'flint' (pazwi rokuti silicium)
|
godo |
15 | P | Chifosiforo [4]Fosiforo[5] | Phosphorus | Rakabva kuChigiriki phōsphóros, 'bara-chiedza' | godo |
16 | S | salifa, sarifa | Sulfur | Kubva Chiratini, sulphur, 'brimstone'
|
godo |
17 | Cl | Kurorini, Klorini | Chlorine | Chingezi chinotodza Chigiriki, chlōrós, 'zerere-huroro'
|
gasi |
18 | Ar | Arugosi | Argon | Kubva kuChigiriki, argós, 'udhiniwe' (nekuda kwe husimbe hwayo)
|
gasi |
19 | K | Kaliwumi, Kaliumi | Potassium | Chingezi chinotodza Chiratini Chitsva potassa, 'potash', kubva ku pot ne ash
|
godo |
20 | Ca | Rondongu[6] | Calcium | Kubva paChiratini calx, 'lime' | godo |
21 | Sc | Skandyamu | Scandium | Kubva paChiratini Scandia, 'Scandinavia'
|
godo |
22 | Ti | Titanimu | Titanium | Titans, vakororo waRinopasi mwarikadzi we ruambangano dze Chigiriki.
|
godo |
23 | V | Vhanadhimu | Vanadium | Vanadis, zita ramwarikadzi weSkandinavhiya Freyja muChinorudhi Chekare
|
godo |
24 | Cr | Rhangi | Chromium | Kubva pa Chigirki, chróma, 'ruvara'
|
godo |
25 | Mn | Manganisi | Manganese | Kwaive kukanywa kwe magnesia negra; tarisai maginesia | godo |
26 | Fe | Utare[7] Chisa [8] | Iron | Ishoko reChingezi
|
godo |
27 | Co | Kobharuti, Kobhalti | Cobalt | Ishoko reChijerumani Kobold, 'goblin'
|
godo |
28 | Ni | Niyakari, Nikeru | Nickel | Nickel, mischievous sprite ye ruambangano rwe mutapi Mujerumani
|
godo |
29 | Cu | Mhangura[9] | Copper | Shoko reChingezi, Chiratini cuprum, Chigiriki Chenyakare Kýpros 'Cyprus' | godo |
30 | Zn | Zeng'e | Zinc | Rinofungidzirwa kubva paChijerumani Zinke, 'prong' kana 'zino',
|
godo |
31 | Ga | Garimu | Gallium | Chiratini Gallia, 'Furansi' | godo |
32 | Ge | Jerimanimu | Germanium | Chiratini Germania, 'Jerumani' | godo |
33 | As | Aruseniki, aseniki Zaruniya | Arsenic | Chifurenji arsenic, Chigiriki arsenikón 'aruseni huroro'
|
godo |
34 | Se | Serenimu | Selenium | Chigiriki selḗnē, 'mwedzi' | godo |
35 | Br | Bhuromini | Bromine | Chigiriki brômos, 'stench' | mutuvi |
36 | Kr | Kriputoni | Krypton | Chigiriki kryptós, 'hidden' | gasi |
37 | Rb | Rubhidhimu | Rubidium | Latin rubidus, 'deep red' | godo |
38 | Sr | Storondimu | Strontium | Strontian, a village in Scotland, where it was found | godo |
39 | Y | Yiterimu | Yttrium | Ytterby, Sweden, where it was found; see also terbium, erbium, ytterbium | godo |
40 | Zr | Zarukuni | Zirconium | Zircon, a mineral, from Persian zargun, 'gold-hued'
zargun -> zaruguni |
solid |
41 | Nb | Niobhimu | Niobium | Niobe, mukunda wa mambo Tantalus weRuambanhano dze Chigiriki
|
solid |
42 | Mo | Moribhudhenimu | Molybdenum | Chigiriki molýbdaina, 'piece of lead',
|
solid |
43 | Tc | Tekinetimu | Technetium | Chigiriki tekhnētós, 'artificial' | solid |
44 | Ru | Rutenimu | Ruthenium | New Latin Ruthenia, 'Rhashiya' | solid |
45 | Rh | Rhodhimu | Rhodium | Chigiriki rhodóeis, 'rose-coloured', from rhódon, 'rose' | solid |
46 | Pd | Paladhimu | Palladium | Pallas, an asteroid, considered a planet at the time | solid |
47 | Ag | Darejena | Silver | English word
· Symbol Ag is derived from Latin argentum |
solid |
48 | Cd | Kadhimimu | Cadmium | New Latin cadmia, from King Kadmos | solid |
49 | In | Indimu | Indium | Latin indicum, 'indigo', the blue colour found in its spectrum | solid |
50 | Sn | Stanamu | Tin | English word
· Symbol Sn is derived from Latin stannum |
solid |
51 | Sb | itimidha | Antimony | Chiratini antimonium, ruvambo haruzivikwi:
Chishona chirikutodza Chiarabhu, itmid -> itimidha |
solid |
52 | Te | Telurimu | Tellurium | Latin tellus, 'pasi, rinopasi' | solid |
53 | I | Iyodhini | Iodine | Chifurenji iode, kubva kuChigiriki ioeidḗs, 'vhiore' | solid |
54 | Xe | Zayanuni | Xenon | Chigiriki xénon, neuter kuba pa xénos 'strange'
|
gasi |
55 | Cs | Sesiyamu | Caesium | Latin caesius, 'sky-blue' | solid |
56 | Ba | Bhariyamu | Barium | Chigiriki barýs, 'heavy' | solid |
57 | La | Landanamu | Lanthanum | Chigiriki lanthánein, 'to lie hidden' | solid |
58 | Ce | Seriyamu | Cerium | Ceres, a dwarf planet, considered a planet at the time | solid |
59 | Pr | Purasodhimu | Praseodymium | Greek prásios dídymos, 'green twin' | solid |
60 | Nd | Neodhimu | Neodymium | Greek néos dídymos, 'new twin' | solid |
61 | Pm | Promithiyamu | Promethium | Prometheus, a figure in Greek mythology | solid |
62 | Sm | Samarimu | Samarium | Samarskite,
|
solid |
63 | Eu | Yuropiyamu | Europium | Yuropu | solid |
64 | Gd | Gadhorinimu | Gadolinium | Gadolinite,
|
solid |
65 | Tb | Terubhimu | Terbium | Ytterby, Swidheni, kwayakawanikwa;
|
solid |
66 | Dy | Dhisporosimu | Dysprosium | Greek dysprósitos, 'hard to get' | solid |
67 | Ho | Horimiya, | Holmium | New Latin Holmia, 'Stockholm' | solid |
68 | Er | Erubhimu | Erbium | Ytterby, Sweden, where it was found; see also yttrium, terbium, ytterbium | solid |
69 | Tm | Turimu | Thulium | Thule, the ancient name for an unclear northern location | solid |
70 | Yb | Yiterubhimu | Ytterbium | Ytterby, Sweden, where it was found; see also yttrium, terbium, erbium | solid |
71 | Lu | Ruteshamu | Lutetium | Latin Lutetia, 'Paris' | solid |
72 | Hf | Hafuni | Hafnium | New Latin Hafnia, 'Copenhagen' (from Danish havn, harbour) | solid |
73 | Ta | Tandarumu | Tantalum | King Tantalus, father of Niobe from Greek mythology; see also niobium | solid |
74 | W | Wurufu | Tungsten | Swedish tung sten, 'heavy stone'
|
solid |
75 | Re | Rhenimu | Rhenium | Latin Rhenus, 'the Rhine' | solid |
76 | Os | Osime | Osmium | Greek osmḗ, 'smell' | solid |
77 | Ir | Iridhimu | Iridium | Iris, the Greek goddess of the rainbow | godo |
78 | Pt | Puratinamu | Platinum | Spanish platina, 'little silver', from plata 'silver' | godo |
79 | Au | Ndarama | Gold | English word
· Symbol Au is derived from Latin aurum |
godo |
80 | Hg | Nyamatsatsi | Mercury | Mercury, mwari we Varhoma we commerce,
|
liquid |
81 | Tl | Tarosi | Thallium | Greek thallós, 'green shoot or twig' | godo |
82 | Pb | Mutobvo[10] | Lead | English word
· Symbol Pb is derived from Latin plumbum |
godo |
83 | Bi | Wisimuti, Bhisimuti | Bismuth | German Wismut, from weiß Masse 'white mass', unless from Arabic | godo |
84 | Po | Poronimu | Polonium | Latin Polonia, 'Poland', home country of Marie Curie | godo |
85 | At | Astatini | Astatine | Greek ástatos, 'unstable' | fezi hayizivikwi |
86 | Rn | Radhoni | Radon | Radium emanation, originally the name of the isotope Radon-222 | gasi |
87 | Fr | Furanzimu | Francium | France, home country of discoverer Marguerite Perey | fezi hayizivikwi |
88 | Ra | Radhimu | Radium | French radium, from Latin radius, 'ray' | godo |
89 | Ac | Akitinimu | Actinium | Greek aktís, 'ray' | godo |
90 | Th | Torimu | Thorium | Thor, the Scandinavian god of thunder | godo |
91 | Pa | Purotakitinimu | Protactinium | Proto- (from Greek prôtos, 'first, before') + actinium,
since actinium is produced through the radioactive decay of protactinium |
godo |
92 | U | Yuraniyamu | Uranium | Uranus, the seventh planet in the Solar System | godo |
93 | Np | Neputunamu | Neptunium | Neptune, the eighth planet in the Solar System | godo |
94 | Pu | Plutoniyamu | Plutonium | Pluto, a dwarf planet, considered a planet in the Solar System at the time | godo |
95 | Am | Amerisyamu | Americium | Amerika, kwarukwa nhangande racho pokutanga, ne homologue § europium | godo |
96 | Cm | Kurimu | Curium | Pierre Curie and Marie Curie, French physicists and chemists | godo |
97 | Bk | Bherekelimu | Berkelium | Berkeley, California, where the element was first synthesised | godo |
98 | Cf | Karifoniyamu | Californium | California, where the element was first synthesised in the LBNL laboratory | godo |
99 | Es | Einistenimu | Einsteinium | Albert Einstein, German physicist | godo |
100 | Fm | Ferumimu | Fermium | Enrico Fermi, Italian physicist | fezi hayizivikwi |
101 | Md | Menderevhimu | Mendelevium | Dmitri Mendeleev, Russian chemist who proposed the periodic table | fezi hayizivikwi |
102 | No | Nobherimu | Nobelium | Alfred Nobel, Swedish chemist and engineer | fezi hayizivikwi |
103 | Lr | Lorenzimu | Lawrencium | Ernest Lawrence, American physicist | fezi hayizivikwi |
104 | Rf | Rutafodhimu | Rutherfordium | Ernest Rutherford, chemist and physicist from New Zealand | fezi hayizivikwi |
105 | Db | Dubhinamu | Dubnium | Dubna, Rhashiya,
|
fezi hayizivikwi |
106 | Sg | Sibhorugi | Seaborgium | Glenn T. Seaborg, American chemist | fezi hayizivikwi |
107 | Bh | Bhorimu | Bohrium | Niels Bohr, Danish physicist | fezi hayizivikwi |
108 | Hs | Hasiya | Hassium | New Latin Hassia, 'Hesse', a state in Germany | fezi hayizivikwi |
109 | Mt | Meitineri | Meitnerium | Lise Meitner, Austrian physicist | fezi hayizivikwi |
110 | Ds | Dharimustadhimu | Darmstadtium | Darmstadt,
|
fezi hayizivikwi |
111 | Rg | Rondigeni | Roentgenium | Wilhelm Conrad Röntgen, German physicist | fezi hayizivikwi |
112 | Cn | Kopanisyamu | Copernicium | Nicolaus Copernicus, Polish astronomer | fezi hayizivikwi |
113 | Nh | Nihonimu | Nihonium | Chijapa Nihon,
|
fezi hayizivikwi |
114 | Fl | Fwerovhimu, Flerovhimu | Flerovium | Flerov Laboratory ye Nuclear Reactions, chikamu cheJINR
|
fezi hayizivikwi |
115 | Mc | Moskovhimu | Moscovium | Moscow, Russia, where the element was first synthesised in the JINR laboratories | fezi hayizivikwi |
116 | Lv | Rivhamoru | Livermorium | Lawrence Livermore National Laboratory in Livermore, California | fezi hayizivikwi |
117 | Ts | Tenesini | Tennessine | Tennessee, Amerika, kune Oak Ridge National Laboratory | fezi hayizivikwi |
118 | Og | Oganisoni | Oganesson | Yuri Oganessian, Russian physicist | fezi hayizivikwi |
Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- ↑ Vashona, 30 Chikunguru 2015, "helium" Yakatariswa: 16/8/2021
- ↑ Vashona, 30 Chikunguru 2015, "carbon" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
- ↑ Vashona, 2015, "Nitrogen" Yakatariswa: 12 Chivabvu 2022
- ↑ Vashona, 30 Chikunguru 2015, "phosphorus" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2022-06-21. Retrieved 2022-06-20.
- ↑ Vashona, 30 Chikunguru 2015, "calcium" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
- ↑ Shokodyanamambo, Chikumi 2 2019, https://twitter.com/Jamwanda2/status/1135054665593344002 twitter., Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
- ↑ Vashona, 4 Mbudzi 2019, "Iron" Yakatariswa: 16 Nyamavhuhvu 2021
- ↑ @Jamwanda2, Chikumi 2 2019,https://twitter.com/jamwanda2/status/1135054665593344002?lang=en witter, t atariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021k
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2022-06-20. Retrieved 2022-06-20.