Rondongu

From Wikipedia

Rondongu (kureva calcium, paChishongrish inonzi Karisiyamu) inhangande ye chemshonga inechirakidzo cha-Ca uye ne numeri ye hatomu ya 20. Sesimbi yerinopasi ye rukiliyi, rondongu runoshanduka mumhado dze hwada re chitutsiro-zoti kana rikavhurirwa mumweya.

Mashoko okuziva:[chinja | edit source]

  • Rukiliyi - kureva alkaline, kubva kuChiarabhu (اَلْقِلْي‎ ; al-qily)
  • chitutsiro-zoti (oxide-nitride)

Mabviro eruzivo:[chinja | edit source]