Mitauro ye Chivanhu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mitauro ye Chivanhu kana Mitauro ye Chishona, ibazu remitauro ye Chibantu ine Zoni reKhodhi S.10 mu Hupango hwa Guthrie.Zvichienderera na to Nurse & Philippson (2003), mitauro unoumba nodhi riri vhalidhi. Rinosanganisa:

Boka re Chivanhu chekuPakati

Chikorekore (S.11) uye Chitavara
Chizezuru (S.12)
Chimanyika (S.13) uye Chitewe
Chikaranga (S.14)

Boka reChivanhu (Chishona) chekuMabvazuva

Chindau (S.15)


Boka rekumadokero

Chikalanga (S.16)
Chinambiya

tafura[chinja | edit source]

Vanhu
Kalanga Karanga
Remba
Nyai Hungwe Mbire
Rozvi
Nambya Lilima Vhenda
  • (ine pesvedzero ye Sepedi)
Nyubi Venda Manyika Korekore Zezuru
Talaunda/Talaote
Duma Jena Mhari (Mari)
Ngova Govera
Ndau
Buja Doma
Shawasha Gova Mbire Tsunga
Kachikwakwa Harava Nohwe Njanja
Nobvu Kwazvimba (Zimba)
Rembethu Gova, Tande, Tavara, Nyongwe, Pfunde, Shan Gwe.