Lithium

Kubva Wikipedia

Lithium is found here for other uses trace en wikipedia

How a lithium battery works

lithium is an element with an atomic number 3.Lithium ielement iripa[atom]ic number 3.Lithium iAlkali meta and izvi zvichireva kuti ine one electron kunze kweorbit / shell relithium.

extraction Mutorerwo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Lithium inoexist seore.Lithium iriyega inonetsa kuwana.Lithium inototorwa through electrolysis.Lithium inodissolve mumvura through chemical reaction saka lithium iri rinowanikwa futi mumvura yeku sea.Inowanikwa mumvura yekusea insmall amounts.Litgium inotorwa through eletrolysis kubva kucompound inoti potassium chloride KCI ne Lithium chloride zvakazangana.Panobuda chlorine ichienda mudenga kusara iyo lithium nepotassium pasi.

Uses[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Lithium inoshandiswa kugadzrira maglass.Lithium to lightest metal inozivikanwa isingambiremi.Inoshandiswa mumabattery nekuti iri simple pakuchengeta moto.Inoreplacer mazinc carbobate batteries nekuti iyo inobuditsa 3volts mutumabattery madiki uye zinc carbonate ichibuditsa 1.5volts mabattery mahombe mbichina kune lithium batteries.

Description[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Lithium i[alkali] metal nekuti inoone ekectron kunze kweorbit racho. Lithium iripaatomic number 3 and chemical symbol Li.kana iri alkali metal inoita chemical reaction nemvura pachibuda lithium hydroxide a base.

Li + H2O = LiOH.

Lithium apa yarikusangana nemvura ichigadzira LiOH.Kuti muzotora lithium from lithium hydroxide panenge pakuitwa electrolysis.