Chibhunu

Kubva Wikipedia
Chibhunu
Unonzizve: Chiafurikaanzi, Chimwanadhachi
Ichizvarwa che: Afurika Chamhembe, Namibhiya
Vatauri:
Vatauri

vokuzvarwa:

7.2 miriyoni (2016)

10.3 miriyoni

  • L2 vatauri vechipiri muSA (2002)
Mhuri ye

mutauro:

Chiindo-Yuropu
Mhando dze

Kare:

Chifurenkishi (frankish)
Keruro ye

kunyoresa:

Fomu

rokudhindwa:

Signed Afrikaans
Stasi yo Uhofisi:
Mutauro we

chihofisi:

Afurika Chamhembe
Unoremekedzwa

ku:

Namibhiya
Regulated by Die Taalkommissie
Makhodhi e mitauro
ISO 639-1 af
ISO 639-2 afr
ISO 639-3 afr
Glottolog afri1274
Linguasphere 52-ACB-ba

Chibhunu (nge. Afrikaans; zvichireva kuti Mwafurika), kana Chimwanadhachi, mutauro weChidhachi chemadokero unotaurwa kuAfruika Chamhembe, Namibhiya, uye, kuushoma kuVutswana, Zambia, uye Zimbabwe. Yakakura kubva pa Chidhachi cheHolland (mutauronyina we Chiholandi) unotaurwa ne Vayuropu (Chidhachi, Chifurenji, uye Chijerumani) vakagara ne varanda vavo muAfurika Chamhembe, kwayakatanga kukura zvakasiyana muzanagore rechi 18. Chibhunu unofungirwa kuva Chikreole asi chechishoma kwete chizhinji.

Tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]