Rinopasi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Rinopasi (Earth symbol.svg)

Rinopasi, Ethi kana Eretsi (Earth) mashoko anotaura ino nyika ine matunhu negungwa. Rinopasi imwe yemitumbi iri muchadenga uye ndiwo woga mutumbi unozivikanwa kuti unogona kuraramisa zvipenyu. Dzimwe nyeredzi dzose nemimwe mitumbi iri muchadenga hadzina hupenyu hunozivikanwa huriko.