Germany

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Germany
Bundesrepublik Deutschland (ChiGerman)
Flag of Germany.svg Coat of arms of Germany.svg
Rwiyo: Deutschlandlied
EU-Germany.svg


Germany inyika iri kumadokero kweEurope. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 80.3, uye ndiyo nyika ine vanhu vazhinjisa kana kuchitariswa mubatanidzwa weEurope.

History[chinja | edit source]

East Francia ne Holy Roman Empire[chinja | edit source]

1517, Wittenberg monk Martin Luther publicised makumi mapfumbamwe-shanu Theses, kumisidzana  Roman Catholic Church and atanga Protestant Reformation.

Weimar Republic ne Nazi Germany[chinja | edit source]

pa 11 Nyamavhuvhu 1919 mutungamiri Friedrich Ebert signed democratic Weimar Constitution[1] Nazi Party led by Adolf Hitler won sipeshau federal sarudzo dze 1932.

References[chinja | edit source]

  1. Fulbrook 1991, pp. 156–160.