Chijapani

From Wikipedia
Nihongo Horizontal.svg
Chijapani chakanyorwa

Chijapani (日本語 Nihongo) kana Chijapanisi muraturo weJapani. Chijapani chine mabhi matatu anonzi Hiragana, Katakana neKanji. Chijapani chinogona kudanwa kunzi Chinihongo kuteera zita rayo chairo.

Vambo rezita[chinja | edit source]

Zita reChijapani munyika yayo chinonzi Nihongo, zvichimirira kuti Mutauro weJapani.

  • Nihon = 日本 (Japani)
  • Go = 語 (mutauro)

Mabhii eChijapani[chinja | edit source]

Hiragana[chinja | edit source]

Vambo[chinja | edit source]

Mabhii eHiragana akagadzirwa kubva kuKanji. Kanji mabhii eChichayina anoshandiswa neJapani, nyika zhinji dzeEzhiya dzinoshandisa mabhii eChichayina, asi vane zita remabhii acho akasiyana. Zita rayo muChichayina ndiHanzi (Mutauro weHan), muChijapani inonzi Kanji uye muChikoriya unonzi Hanja; nezvimwe wo kuChivhiyetinamu nedzimwe nyika.

Hiragana
Kanji yekutanga

Hiragana yakagadzirwa mu 8-10th century nekurerutsa chimiro chemamwe mamaki eKanji.[1]

Kuenzaniswa neKatakana, mavara eHiragana ane mitsara yakawanda yakakombama.[1]

Mabhi[chinja | edit source]

平仮名ひらがなHi-Ra-Ga-Na
Hiragana[chinja | edit source]
平仮名 ひらがな Hi-Ra-Ga-Na
a i u e o
k
g
s
z
t
d
n
h
b
p
m
y 𛀁
r
w
(n)

Chijapani neChishona[chinja | edit source]

Kusika Mashoko[chinja | edit source]

Chijapani chiri nyorekudzidza kuvanhu vanotaura Chishona. Pane mashoko (mashoma) akaita kakufanana uye vanosika mashoko matsva zvakanana kana achibva kuChirungu.

Enz. Shoko: Hotel

  • Chishona: Hotera
  • Chijapani: Hoteru

Enz. Shoko: Restaurant

  • Chishona: Resutorandi
  • Chijapani: Resutoran

Mashoko akafanana[chinja | edit source]

-CHIJAPANI- Ngezi -CHISHONA- Ngezi
Koko here Ikoko overe there
Gozen morning time Kuseni morning time
Kutsu shoe Bhutsu shoe
Tanaka (zita) Tanaka (zita)
Amai sweet Amai mother
Zou elephant Zhou/nzou elephant
Sekai world Sekai laughter
Naka center; inside; in Naka beauty; good
Nanatsu seven Nhanhatu six
Mo too; also Wo too; also
Ka (question word) Ka (question word)
Ee yes Ee/ehe yes
Kara from Kara to be greedy
Sono that sono needle
ne (emphasise particle) ne with; by
Mashandisirwo eMashoko eChingezi kuChishona ne Chijapani
hoteru hotel hotera hotel
resutoran restaurant rhesutorandi restaurant
kamera camera kamera camera
teburu table tebhuru (tafura)
sanduru sandle senduru, sanduru sandle

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. 1.0 1.1 http://japanese-lesson.com/characters/hiragana/index.html Yakatariswa: 22 Chikumi 2021