Nyong'o

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyong'o[1] kana Nyon'o (Nge. acid, Chishongrish: asidhi ) imorekyuri kana manonda inokwanisa kupa purotoni (kureva nonda re Sikamadzi, H+), inozivikanwa senyong'o ye Brønsted-Lowry, kana kuumba bhondi gombedzwanwa (covalent bond) nepeya re mhodzigetsi , inozivikanwa seNyong'o ye Lewis .

Kushandiswa kwe nyong'o[chinja | edit source]

Nyong'o dzinoshandiswa mazuva ese dzinosanganisa:

  • Vhiniga
  • Nyong'o ye Ururu (citric acid) - shoko rokuti ururu ririkubva pazita rine zita rimwechete, mumimwe mitauro shoko rokuti ururu rinoreva kuvava.
  • nyong;o itaritari (tartaric acid)
  • nyong'o iumari (malic acid)
  • nyong'o i-ufori (folic acid)
  • nyong'o i-ufhuma (fumaric acid)
  • nyong'o i-urakitiki (lactic acid)

Tsananguro[chinja | edit source]

Horokodzwa iyi inoda kuverengwa ne kugadziriswa:

Chirevo[chinja | edit source]

Nyong'o chinhu chinoshata muchimwe chirevo. Nyong'o iokusaidhi ye chimwe chinhu chichinyanya kuvanemvura, ino gadzirwa kubva kuokusaidhi yechinhu kana chimwewo chinoita (litmuspaper) kuti iva tsvuku. Mienzaniso ye nyong'o inosanganisa: nyong'o isafuri (sulphuric acid), nyong'o ihidhirokurori (hydrochloric acid), nyong'o ifhorumi (formic acid), nyong'o initiri (nitric acid), nyong'o ifhorisori phosphoric acid nemamwewo

Nyong'o ye Usafuri[chinja | edit source]

sulphuric acid muZimbabwe inogadzirwa kuharare.Vanapisa element rinonzi sulphur.Sulphur rakabvira kuine mweya mukati inobuditsa sulphur trioxide.Trioxide means maOxygen matatu.Sulphur trioxide yakaiswa mumvura panobuda yatinoti sulphuric acid.Acid iye yakaiswa mumvura mvura Inotanga kuboiler.Pana uses eSulphuric acid enda sulphuric acid. acid iyi inopisa yakaiswa paganda nekuti panoitika chemical reaction .Sulphur dioxide igas rikwadza zvirimwa uye rinokonzera flue kuvanhu.Rinouraya zvirimwa nekuti zvirimwa zvinoda mvura kuti zviite green saka sulphur dioxide iya inoita chemical reaction nemvura ichikonzera plant acidfication.For mire sulphur dioxide.Zvinhu zvinesulphur mazviri zvinoti muti , marasha , mapuranga .Marasha ane oxygen , sulphur , nitrogen , phosphorus and carbon.

Nyong'o ihidhirokurori[chinja | edit source]

hydrochoric acid ndeimwe acid inogadzirwa nemvura.Hydrochloric acid inogadzirwa nemvura nehydrogen chloride.Hydrogen chloride inogadzirwa kubva paelectrolysis yemvura nesodium chloride(munyu).Munyu kana kuti salt yakaiswa mumvura yinodissolver kana wakaiconnecter kuma getsi woisa tambo dziviri dzichibva kumagetsi inotakanga kukwata ichi buditsa hydrogen chloride.gas iri rakanangiswa mumvura rinoita hydrochloric acid

Chibantu[chinja | edit source]

Chitsonga chinoti: rimunywana kana asidi[2]

Mazwi ashandiswa[chinja | edit source]

  • manonda - ions
  • morekyuri - molecule
  • sikamanzi/sikamadzi - hydrogen

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. https://www.zimeye.net/2020/09/01/nyongo-chii-the-facts/
  2. http://www.dac.gov.za/sites/default/files/terminology/natural-sciences-and-technology-for-grade-4-to-6%20Ven.pdf peji 16, yakatariswa: 5 Chivabvu 2022