Chiputukezi

Kubva Wikipedia

Chiputukezi (kureva Portuguese) mutauro unotaurwa kuPutugaro. Chiputukezi Mutauro weKudanana seChifurenji, Chispeini, uye Chiratini, Chiitari ne Chirhomania. Pamusoro pezvo Chiputukezi chinotaurwa mudzimwe nyika dzeAfurika seMazambuko.

Chiputukezi pamwechete nemimwe mitauro, unoshandiswa kugadzira mashoko matsva eChishona, kune mashoko mazhinji anozivikanwa se eChishona.

Nyika dzinoshandisa Chiputukezi semutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nharaunda dzinoshandisa Chiputukezi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko echishona akabva kuChiputukezi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chishona Chiputukezi Chirungu MABV.
mbatata kana rimwe zita "mbatatisi" batata potato [1]
bakayau bacalhau dried fish
bhanana banana banana
kachasu cachaca alcoholic spirit
mufarinya mufarinha cassava
nanazi ananas pineapple
vhinyu vinho palmwine
jari chale shaw/rug
somborero somboreiro umbrella
tizora tisoura scissors
pinyoro penhor pledge
fofo fosforo matches
pasika pascao easter passover
vhakacha vacacao go on a holiday
seresha cereja cerise/cherry
ẋambusa frambeusa raspberry
nozu noz walnut
havira (kana bunduku) avelã hazelnut
piny'aho pinhão pine nut
akatlofa, akatyofa Alcachofra artichoke

Mamwe mahwi akabva kuChiputukezi anoshandiswa se Mazita eChishona:

Zvikochekero zvekunze:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBatano yeAfurika
Officially Chiarabhu  · Chifurenji  · Chispanyeri  · Chingezi  · Chiputukezi  · Chiswahiri
International Chiafrikanzi  · Chiakani  · Chichewa  · Chifurani  · Chihausa  · Chiigbo  · Chikanuri  · Chikongo · Chiringara  · Chimaragasi  · Chimossi  · Chioromo  · Chirundi / Chinyarwanda  · Shona  · Chisomari  · Chisotho  · Chiswati  · Chitigirinya  · Chitswana  · Chiworofu  · Chiyoruba  · Chizulu
National Chiamhariki  · Chisangu

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. 1.0 1.1 1.2 1.3 1.4 Nesbeth Grand, Michael Mazuru, January 2013, The Interface of Language and History: The Case of Shona in Zimbabwe, Greener Journal of Art and Humanities. Vol. 3 (1), pp. 001-008, ISSN: 2276-7819