Hydrogen
Hydrogen redirects here other visit in english
hydrogen igas rinobvira zvikuru.Riripanamba 1 paperiodic table and atomic mass yacho i11.Hydrogen igas risina manuetrons nekuti atomic mass idukusa.
Production in Labs
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Hydrogen mumalabs rinotorwa through chemical reaction.Rinotarwa kana paitika inonzi bubles pass out.Semuenzaniso calcium yakaiswa mumvura panotonga kubuda mabubbles - ahydrogen.Hydrogen inoita zvekuputika kana iripadhuze nechimwe chinhu chino bvira.Hydrogen inotorwa zvakara kana paitika chemical reaction neacid.Hydrogen inobuda musulphuric acid kana paiswa zinc .Mabables anotanga kubuda zvekare pachibuda yatinoti hydrogen
industrial production
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mumaindustries hydrogen inobuda kubvamumaelectrolysis yemvura nesalt .Electrolysis mvuta nesalt panakonzera kuti bude hydrogen nechlorine.Chlorine ndiyo inozoshandiswa pakubleacher maagents.Hydrogen iyi yocollecter yoiswa mumatanks.Hydrogen inogadzirwa futi kubva musulphuric acid.Panoitwa inonzi ekectrolysis kuchibuda hydrogen neoxygen. Oxygen inenge yakushandiswa kunevarwere varikutadza kunyatsofema.Hydrogen inotorwa yyoisw as mumatanks yonotengeswa
uses
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Hydrogen inonyanyo kushandiswa pakubvirisa zvinhu.Inoshandiswa kugadzira acetylene by burning calcium carbide in destructive distillation by water to form acytelene.Hydrogen Inoshandiswa futi kugadzira methane by mixing hydrogen with carbon - dioxide. Hydrogen inoshandiswe zvekumaAcids.Infact maacids ese anehydrogen.
Huwandu hwakawanda hwehydrogen hunoshandiswa mu:
- mafekitori emafuta ekugadzirisa hydrodesulfurization, hydrodealkylation, hydroisomerization
- methanol uye ammonia synthesis
- hydrogenation yemakemikari asina kuguta
Hydrogen yemaitiro aya inogara ichigadzirwa munharaunda, nekupwanya gasi rechisikigo. Hydrogen ("green") inogona kugadzirwa uchishandisa mvura uchishandisa simba rezuva nemhepo. Nekuda kwenzvimbo yayo, Africa ine mukana wakanaka wekugadzira hydrogen ("green") neammonia inogona kugadzirwazve kuderedza kuvimba kwayo nefetereza inounzwa kunze kwenyika[1][2][3].
compound
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Macompound akawandisa tongoti unongowawana every corner.Macompounds ehydrogen anoti mvura , acids , hydroxides , organic compounds.As u may know hydrogen, is part of ou were lives.It is available in foods as hydrocompounds.Aya tomati , mahydrocarbons.Chese chikafu chatinodya chinocontainer mahydrocarbons.Hydrogen common acids are nitric acid , hydrochloric acid ,sulphuric, acid.
for more hydrogen
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]visit wikipedia to save you more in english
- ↑ Pioneering renewable ammonia synthesis for South Africa´s fertilizer future https://www.igb.fraunhofer.de/en/reference-projects/coalco2x.html; https://bmbf-client.de/en/news/coalco2-x-pioneering-renewable-ammonia-synthesis-south-africas-fertilizer-future;
- ↑ Skills development workshop for hydrogen and ammonia https://www.igb.fraunhofer.de/en/reference-projects/ptx-skills-development-in-tunisia.html;
- ↑ Fraunhofer research for German-Moroccan hydrogen initiative https://www.igb.fraunhofer.de/en/press-media/press-releases/2020/memorandum-of-understanding-for-german-moroccan-hydrogen-initiat.html