Vugiriki

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGreece)
Rudhende rwe Buhheleni
Buhheleni; Bugirki, Ugiriki; Uhheleni
Rwiyo: Ὕμνος εἰς τὴν Ἐλευθερίαν, "Hymn to Liberty"

Vugiriki (kureva Greece, Chigiriki: Ελληνική Δημοκρατία; Ellinikí Dimokratía) kana Vuhheleni, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Vuhheleni, inyika iri kuchamhembechemabvazuva eYuropu. Yakagadzikwa kuruchamhembe rwe Mabharukani, uye irikunzvimbo inosangana Afurika, Ezhiya ne Yuropu. Vugiriki inogova chisi chemuganhu ne Arubhaniya kumaodzanyembaemadokero, Masedhoniya Maodzanyemba ne Bhurugariya kumaodzanyemba, uye Turuki kumaodzanyembaemabvazuva. Bhahari re Eegi rakawarira mugurunyika, Bhahari re Iyoni (kureva Ionian sea) riri kumadokero, uye Bhahari re Kireti (kureva crete sea) ne Bhahari re Medhiteraniya kuchamhembe. Vugiriki ine kostilayini rikarabesa pabhesini re Medhiteraniya, richisanganisa zvitsuwa zviuruuru zvakawanda.

Gutaguru rayo iAtina, richiteerwa ne Tesaroniki (kureva Thessaloniki) uye Patrasi (kureva Patras). a

Nyika iyi ine miganhu neArubhaniya, Bhurugariya, Masedhoni, Turuki ne Saipurasi.




Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi