Mutuvi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Born bronze - Bronze casts.jpg

Muzvidzo zvinotevera Fundoyetsimba neScience, mutuvi (Liquid) izita rapiwa kududza chinhu chine kutaridzika kunenge kwemvura inoyerera. Chinhu chine musandu weMutuvi chinoyerera uye chakadirwa mudemhe, chinotora kuumbwa kwakaita demhe iroro zvichienderana nehuwandu hwemutuvi wacho. Muenzaniso wemituvi inosanganisira mvura, mukaka, huchi, peturu, zvichingodaro.

Iri zita rapiwa richitoredzera mutuvi unova mvura iya inowanikwa kana mukaka wakoresa; apa pari kusiyaniswa mutuvi (liquid) nehorakora (milk solids).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti tshekeza kana ulutsheke (1. Molten matter; liquid. 2. Liquid food; gruel).
  • MaZulu vanoti ulutshoko (Liquid). Mamwe mazwi: utshoko lokudla (liquid food).