Oxygen

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

oxygen , an element with atomic number 8 and atomic mass of 16

oxygen ichemical element ine symbol (O). and atomic number 8.Iri mugroup rinonzi chalcogen group paperiodic table.Inoreacter nemetal kugadzira maoxides.oxygen iripa number 3 pathe most abundant element in universe , after hydrogen and helium.Paroom temperature matwo atoms anobinder aritwo kugadzira dioxygen iri colorless ine formula O2.

properties[chinja | edit source]

paroom temperature oxygen iri colorless ende iri odorless in chemical name inonzi Dioxygen.

image of oxygen

oxygen inonzi iri weak magnetic.Oxygen inobonder three times kugadzira ozone.Ozone iri rare gas rinowanikwa paearth troposphere.Chemical formula yeozone inoti O3

this image above is showing ozone

ozone rine imwe zita rinonzi trioxygen nekuti inenge inemaoxygen matatu.Oxygen inowanikwa muearth crust as oxides like silicon oxide inowanikwa muvhu nemumagranite stones.The rest of the earth cryst - are made of oxides.

uses[chinja | edit source]

oxygen inoshandiswa mumafurnaces.Oxygen inoshandiswa kumelter steel through oxy-acetylene.ethene yakasangana neoxygen inobuditsa moto inosvika heat temperature ye3200 degrees.Ethene ne oxygen zvinoshandiswa kumelter steel.

oxygen kumaanimals yakakosha zvikuru.Inoshandiswa nemaanimals pakufema .Pavanofema panobudacarbon dioxide inocpntainer carbon kubva kumabonzo emunhu neoxygen inobva paatmosphere.Oxygen yaita carbon dioxide inozo chingwa nemaplants kuoxygen zve kubva paprocess inonzi photosynthesis.

kumaindustries oxygen inoshandiswa kumareactions nekumalaboratories.Oxygen yakasangana nehydrogen panobuda mvura.Oxygen inoshandiswa kumaproduction yema oxides anoti Nitrogen dioxide kugadzira nitric acid nesulphur trioxide kugadzira sulphuric acid

production[chinja | edit source]

oxygen inogadzirwa kubva paindustrial distillation yeliquid air.Some products anobuda anenge akasiyana sange manoble gases , nitrogen including helium.Oxygen inobuda iri liquid.

oxygen inogadzirwa kubva paelectrolysis yeSodium hydroxide (NaOH).maproducts anobuda ihydrogen neoxygen.