Chifurenji
|
Chifurenji (Fur: français, Nge: French) kana Chifuranzi mutauro wekuFuranzi, uye Mitauro ye Chirhoma pamwechete neChispeini, Chiputukezi, Chiitari, Chiromania neChikatara, Chiratini uye Chikwiyori (Speini-Kwiyori kana Furenji-Kwiyori). Chifurenji (pamwe nedzimwe nzvimbo dze Furanzi) chinotaurwa muChamhembe cheBherujyamu, Madokero eSwitsarendi, Rakisambhegi, neKanadha. Uye inotaurwa munyika dze Afurika senge Utemabanze weRudhende rweVakongo, Senegari, Maari, Seyisheri, Chadhi nedzimwe, uye Chamhembechemabvazuva eEzhiya neAmerika akatorwa neFuranzi.
Furenji kudzimwenyika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Yuropu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mutauro wenyika pamwe nemimwe mitauro
- Switsarendi (mutauro wenyika, kunyanya kudunha dzemadokero)
- Bherujyamu (mutauro wenyika kunyanya mumuvuso weWalonya (Wallonia) )
- Rakisambhegi
Mitauro yenzvimbo
- Itari munzvimbo yenyika inzonzi Val d'Aoste
Afurika[1]
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mutauro mukuru wenyika
- Bhenini
- Bhurukina Faso
- Vurundi (Bhurundi)
- Rudhende yePakati peAfurika (RPA)
- Chadhi
- Komori
- Rudhende rwe Vakongo (Bhurazavhiri)
- Koti Dhi Vhwa
- Utemabanze weRudhende rweVakongo (Kinshasa)
- Giniya
- Giniya yepaIkweta
- Madhagaskara (Matagadzikwa)
- Maari
- Nayizhe
- Rwanda
- Senegaru
- Seisheri
- Togo
Mutauro weAdministrative:
Mutauro wechikoro nekutaudzana, asi kete mutauro wenyika mu:
Ezhiya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mutauro mukuru wenyika yeVhanuatu
- Mutauro weAdministrative muRaosi neRebhanoni
- Mutauro wekutaudzana nechikoro muSiriya, Kambodhiya , Vhiyetinamu , nezvikamu zveIndia (Pondisheri (Pondicherry), Mahé, Kharikaru (Karikal) ne Yanaoni)
Amerika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mutauro mukuru wenyika yeHaiti
- Mutauro wekutonga munyika yeRudhende rwe Dhominika
- Mumwe mutauro weKanadha pamwe nemumwe; mutauro mumwechete mupurovhinzi yeKebheki (Quebec) (13% yehuwandu ye maKanadha inoziva Chifurenji, 18% yehuwandu inoziva mitauro mbiri).
- Mutauro mukuru wenyika yeGuyana ye Furanzi, Gwadhurupu (Guadeloupe), Matinika (Martinique) neSando Petro (Saint-Pierre) neMikheroni (Miquelon).
- Mutauro mukuru weadministration wedhora mu Luwiziyana (Louisiana) (Amerika).
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- ↑ 'Nyika dzekuAfrika dzino fundisa Chifurenji' Yakatariswa: 8 Chikunguru 2021