Zeng'e

Kubva Wikipedia
Zeng'e, 30Zn
Zeng'e
Ratidziko: udarejena-pfumbu
Chidzikwe chehuremu

wehatomu Ar°(Zn)

  • 65.38±0.02
  • 65.38±0.02 (abridged)
Numeri ye hatomu (Z): 30
Boka: boka 12
Piriyodhi: piriyodhi 4
Bhuroku:  d-bhoruku
Jenganiso yemhodzigetsi: [Ar] 3d10 4s2
Mhodzigetsi muchigoko: 2, 8, 18, 2
Miriki ye Mtumbi
Fezi pa STP: godo
Poyindi yekunyauka: 692.68 K ​(419.53 °C, ​787.15 °F)
Poyindi yekufanza: 1180 K ​(907 °C, ​1665 °F)
Dhensiti (pedyo ne-r.t.): 7.14 g/cm3
Semutuvi (pa-m.p.): 6.57 g/cm3
Dziya yekunyenguka: 7.32 kJ/mol
Dziya yekupfunga: 115 kJ/mol
Molar heat capacity 25.470 J/(mol·K)
Vapor pressure
P (Pa) 1 10 100 1 k 10 k 100 k
at T (K) 610 670 750 852 990 1179
Miriki dze hatomu
Umiriro we rututsiro: −2, 0, +1, +2 (an amphoteric oxide)
Uhwaradadahwegetsi

(Electronegativity):

Pauling scale: 1.65
Ito (eneji) dzekunonda:
  • 1st: 906.4 kJ/mol
  • 2nd: 1733.3 kJ/mol
  • 3rd: 3833 kJ/mol
  • (more)
Rhedhiyasi ye hatomu: empirical: 134 pm
Rhedhiyasi ye Gombedzwana: 122±4 pm
Rhedhiyasi yeVhandewaarusi: 139 pm

Zeng'e (kureva zinc) zingi kana dzeng'e, inhangande ye chimishonga inechiratidzo Zn uye numeri ye hatomu 30. Zeng'e irinotyoka zvirinyore muhujoto wechumba uye ine urakidzo hunoita kakupenya-ne-kaupfumbu kana rututsiro rwabviswa. Ndiyo nhangande yekutanga muboka guminembiri (IIB) retafura ye rupoterero. Mumamwe maringiro, zeng'e paruchemishonga yakaiti fananei nemaganesi: ese manhangande mairi anorakidza umiriro ye rututsiro rumwe bedzi (+2), ne Zn2+ uye ne manonda e Mg2+ ekukura kwakafanana. Zeng'e ndiro nhangande remakumimairi-nenna pakuwanda mugoko reRinopasi ne enzanhara shanu dzakadzidzinindika. Chitofu chinjee chezeng'e isifarheli (kureva sphalerite, sanganiswa yezeng'e), muchegwa we chisarufa chezeng'e.

Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]