Chizezuru

From Wikipedia
Chizezuru mutauro  unotaurwa nevanhu vazhinji veChivanhu vanogara mu Zimbabwe  nekuti Sitandadhi Shona inotora mashoko kuba kuChizezuru nemamwe mashoma kubva kumimwe mitauro yechiShona.