Niyakari
Niyakari (kureva nickel, kubva paChiarabhu: النيكل alniykal) kana Nikeru kutodza Chingezi, inhangande ye chemishonga inoshandisa Ni sechiratidzo uye ine numeri ye hatomu ya 28. Isimbi inohwinya uye yechisirivha-chena inekaundrama kainako. Niyakari isimbi youdarikira yakaoma uye inopambadzirwa. Niyakari tsvene inorhiyekta pazvechemishonga asi zvidimbu zvikuru zvinorhiyekta noupore-pore nemweya mumakondisheni echidzikwe nekuti hwada rekupasivha (kureva passivation) remafomu eniyakari yechivututsiro pachiso inodzivirira kumwe kun'ura. Zvakadaro, niyakari tsvene inowanikwa muchigoko cheRinopasi muuwandu ushoma, karuzhinji inowanikwa mumatombo e-ultramafic, uye nemu maintiriya enyuruko dzikuru dzeniyakari-utare dzisinakugangaridzwa kuoksijeni dziri kunze kwe guteromweya re Rinopasi.
Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- rudarikira - transitional; transition
- kupambadzirwa - ductile; malleable
- rututsiro - oxidation
- chiututsiro/chivututsiro - oxide
- vuso/chiso - surface
- nyuruko - kureva meteor; nyeredzi dzinouruka
- intiriya (interior)
- kugangaridza - expose