Udorongodzwa hwe nhangande dze mushonga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMazita eNhangande)

Tarisai futi Nhangande dzemushonga uye Nhangande

Nhangande dze mushonga zvinoreva ku Chingezi kuti chemical elements. Peji rinori ndere udorongodzwa hwe nhangande dze mushonga, kureva nhangande dzinowanikwa mutafura ye rupotero mu Chishona.

Mashoko aripano anogona kunge asingawanikwi kuChishona chamazuva ose, izvi ndezvekuda kwekuti tiri kuzama kuumba mutauro saka mamwe mashoko arikutogwa kubva mimwe mitauro ye Chibantu kana yemuno muAfurika. Uyezve mamwe mashoko anenge achitoorwa kubva kwaakabva senge Chiratini, Chigiriki, Chiarabhu (kana Chiswahiri), Chiperusiya uye wo Chiijipita Chekare (Chikemeti).

Chimwe chinhu chokuziva ndechokuti Chishona chakagara chichikumbira mashoko kubva kumimwe mitauro senge Chiputukezi, Chiswahiri, Chingezi, Chibhunu. Pamusoro pezvo tinotora kubva kumitauro iri muboka remitauro ye Chivanhu (Chishona) senge: Chikaranga, Chindau, Chimanyika, Chizezuru, Chikalanga, Chinambya uye mimwe ine hukama huri pedyo senge Chivhenda, Chitonga kana Chitsonga.

Udorongodzwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

nhangande vambo rezita Fezi ku r.t.
numeri ye atomu

Z

chiratidzo zita mu chishona Zita mu chingezi
1 H Sikamadzi Hydrogen Chingezi chinotodza Chigiriki hydro- (mvura) uye -gen (sika/umba)
  • Chishona chirikuti: Sikamadzi (madzi kureva mvura)
  • sikamadzi, umbamadzi, vambamadzi
gasi
2 He Chimuzuva[1] Helium Rakavamba paChigirki, hḗlios kureva 'zuva' gasi
3 Li Rifosi Lithium Kubva pashoko reChigirki líthos, kureva 'ibwe' godo
4 Be Bheruli Beryllium Beryl, umuchengwa (rakavamba pazita re Belur kuChamhembe cheIndia) godo
5 B Bhawaraki Boron Borax, umuchengwa (Chingezi chakatodza Chiarabhu -> bawraq)
  • Chishona chirikutodza Chiarabhu wo, bawraq -> bawaraki
godo
6 C Mrasha / Chimurasha [2] Carbon Chingezi chakatodza Chiratini, carbo, 'rasha'
  • Shoko rokuti chimurasha/ mrasha ndiro ringagona kushandiswa paChivanh
godo
7 N Azote[3] Nitrogen Chingezi chinotodza Chigiriki nítron (nito) uye -gen (sika/umba),
  • mashoko eChivanhu angangoti sikanito, umbanito, vambanito

Chishona chinotodza Chiputukezi, nokuda kwepesvedzero yekare.

  • saka shona inoti, Azote, azoteri (nitrate)
gasi
8 O Ufemu Oxygen Chigiriki oxy (nyong'o) - and -gen (sika. umba, vamba)
  • Ufemu (mweya unotiraramisa)
gasi
9 F Fwerere Fluorine Chingezi chakatodza Chiratini fluere, 'kuyerera'
  • Chishona chirikutodza Chiratini, fluere -> fwere
gasi
10 Ne Nyabwinya, Niyoni Neon Chishona chirikutodza wo Chigirki, néon, 'tsva, chowani' gasi
11 Na Nasiri Sodium Chingezi (kubva paChiratini Chekare) soda
  • Chiratidzo Na chinobva kuChiratini Chitsva natrium,
  • Chiratini chakatodza Chijerumani Natron,
  • Chishona chirikutodza Chiratini. natrium -> natri, nasiri
godo
12 Mg Magineso Magnesium Magnesia, inzvimbo rekuMambvazuva eTesari kuVuguriki

Kutodza Chiputukezi Magnesio

godo
13 Al Arumino Aluminium Alumina, kubva kuChiratini alumen (gen. aluminis), 'ururu, munyu'

Kutodza Chiputukezi Alumenio

godo
14 Si Sirisiyo Silicon Chingezi chakatodza Chiratini silex, 'flint' (pazwi rokuti silicium) godo
15 P Chifosiforo [4]Fosiforo[5] Phosphorus Rakabva kuChigiriki phōsphóros, 'bara-chiedza' godo
16 S Sarufa Sulfur Kubva Chiratini, sulphur, 'brimstone' godo
17 Cl Kulorosi Chlorine Chingezi chinotodza Chigiriki, chlōrós, 'zerere-huroro' gasi
18 Ar Arugosi Argon Kubva kuChigiriki, argós, 'udhiniwe' (nekuda kwe husimbe hwayo) gasi
19 K Khafasi, Kariwumi Potassium Chingezi chinotodza Chiratini Chitsva potassa, 'potash', kubva ku pot ne ash
  • Chiratidzo chayo K chakavamba pa Chiratini kalium
godo
20 Ca Rondongu[6] Calcium Kubva paChiratini calx, 'lime' godo
21 Sc Svcandya, Skandya Scandium Kubva paChiratini Scandia
  • Chishona chirikutodza Chingezi - scandium -> skandya
godo
22 Ti Titanyo Titanium Titans, vakororo waRinopasi mwarikadzi we ruambangano dze Chigiriki.

Kutodza Chiputukezi Titanio

godo
23 V Vhanandyo Vanadium Vanadis, zita ramwarikadzi weSkandinavhiya Freyja muChinorudhi Chekare

Kutodza Chiputukezi Vanadio

godo
24 Cr Chirhangi Chromium Kubva pa Chigirki, chróma, 'ruvara' godo
25 Mn Man'hanisi Manganese Kwaive kukanywa kwe magnesia negra; tarisai maginesia

Kutodza Chiputukezi Magnesio

godo
26 Fe Utare[7] Iron Chiratidzo chayo Fe chakavambwa kubva kuChiratini ferrum godo
27 Co Kongobwe Cobalt Ishoko reChijerumani Kobold, 'goblin' godo
28 Ni Niyakari Nickel Nickel, mischievous sprite ye ruambangano rwe mutapi Mujerumani
  • النيكل (alniykal) -> niyakari
godo
29 Cu Mhangura[8] Copper Shoko reChingezi, Chiratini cuprum, Chigiriki Chenyakare Kýpros 'Cyprus'

Narufuro, nyakamurivo

godo
30 Zn Zeng'e Zinc Rinofungidzirwa kubva paChijerumani Zinke, 'prong' kana 'zino', godo
31 Ga Gariyo Gallium Chiratini Gallia, 'Furansi'

Kutodza Chiputukezi Galio

godo
32 Ge Gege Germanium Chiratini Germania, 'Jerumani' godo
33 As Zaruniya Arsenic Chifurenji arsenic, Chigiriki arsenikón 'aruseni huroro' godo
34 Se Serenyn'a Selenium Chigiriki selḗnē, 'mwedzi'

Kutodza Chiputukezi Selenio

godo
35 Br Boromo Bromine Chigiriki brômos, 'stench' mutuvi
36 Kr Kripushasi Krypton Chigiriki kryptós, 'hidden' gasi
37 Rb Rhuvi Rubidium Latin rubidus, 'deep red' godo
38 Sr Estoronzo Strontium Strontian, kumusha kwayakawanikwa muVuskoti.

Kutodza Chiputukezi Estroncio

godo
39 Y Yitiwu Yttrium Ytterby, Swidheni, kwayakawanikwa; ringai zve terbium, erbium, ytterbium godo
40 Zr Zarukore Zirconium Zircon, a mineral, from Persian zargun, 'gold-hued'

sendarama, semukore, semukute Zandarama, Zarukore, Zarukute

godo
41 Nb Nyobhi Niobium Niobe, mukunda wa mambo Tantalus weRuambanhano dze Chigiriki godo
42 Mo Molibhosi Molybdenum Chigiriki molýbdaina, 'piece of lead',
  • kubva pa mólybdos, 'lead', due to confusion with lead ore galena (PbS)
godo
43 Tc Tekinesho Technetium Chigiriki tekhnētós, 'artificial'

Kutodza Chiputukezi Tecnecio

godo
44 Ru Rhufeni Ruthenium New Latin Ruthenia, 'Rhashiya' godo
45 Rh Rhodo Rhodium Chigiriki rhodóeis, 'rose-coloured', kubva pakuti rhódon, 'rose'
  • viridha
godo
46 Pd Paradyo Palladium Pallas, ribwendeya chaivonekwa sechindeya munguva iyoyo.

Kutodza Chiputukezi Paladio

godo
47 Ag Darejena Silver Shoko reChingezi.

·  Chiratidzo Ag chinobva kuChiratini argentum

godo
48 Cd Chadimwo Cadmium Chiratini Chidzva cadmia, kubva pana Mambo Kadmos.

Kutodza Chiputukezi Cadmio

godo
49 In Ukura[9] Indium Chiratini indicum, 'rindyigo', ruvara rwunowanikwa panangazira rayo. godo
50 Sn Gaba[10][11] Tin English word

·  Symbol Sn is derived from Latin stannum

godo
51 Sb Sitibhiyo Antimony Chiratini antimonium, ruvambo haruzivikwi:
  • zviambashoko zvengano zvinoti Chigiriki antí ('against') + mónos ('alone'),
  • kana Chifurenji Chekare anti-moine, 'Monk's bane',
  • asi, Varatini vanogana vakatora kuChiarabhuʾiṯmid, 'antimony',
  • Chiratidzo Sb chakavambwa kuChiratini stibium 'stibnite'
godo
52 Te Teruri Tellurium Latin tellus, 'pasi, rinopasi'

Kutodza Chiputukezi Telurio

godo
53 I Ayodhini Iodine Chifurenji iode, kubva kuChigiriki ioeidḗs, 'vhiore' godo
54 Xe Zayinuni Xenon Chigiriki xénon, neuter kuba pa xénos 'strange'
  • زينون (zaynun)
  • Chishona chirikutodza Chiarabhu
gasi
55 Cs Chesi Caesium Latin caesius, 'sky-blue' godo
56 Ba Bharisi Barium Chigiriki barýs, 'heavy' godo
57 La Rafanyo Lanthanum Chigiriki lanthánein, 'to lie hidden'

Kutodza Chiputukezi Lantanio

godo
58 Ce Cherisa Cerium Ceres, (Chirisa kuChishona) chindeyana. godo
59 Pr Mbesodima Praseodymium Greek prásios dídymos, 'green twin' godo
60 Nd Nondindima Neodymium Greek néos dídymos, 'new twin' godo
61 Pm Pomefiya Promethium Prometheus, muzivikanwi weNhema dzeChigiriki godo
62 Sm Samha Samarium Samarskite,
  • kutodza zita raV. Samarsky-Bykhovets
godo
63 Eu Viropo Europium Yuropu godo
64 Gd Gadholini Gadolinium Gadolinite,
  • kutodza Johan Gadolin, mukemisti Mufini, physicist uye mineralogist
godo
65 Tb Terabiso Terbium Ytterby, Swidheni, kwayakawanikwa;
  • see also yttrium, erbium, ytterbium
godo
66 Dy Dyachambosi Dysprosium Greek dysprósitos, 'hard to get' godo
67 Ho Hhoriya Holmium New Latin Holmia, 'Stockholm' godo
68 Er Ebima Erbium Ytterby, Sweden, where it was found; see also yttrium, terbium, ytterbium godo
69 Tm Twurimu Thulium Thule, the ancient name for an unclear northern location godo
70 Yb Yatebiso Ytterbium Ytterby, Sweden, where it was found; see also yttrium, terbium, erbium

Following Terbium.

godo
71 Lu Lutecha Lutetium Latin Lutetia, 'Paris' godo
72 Hf Hapfa Hafnium New Latin Hafnia, 'Copenhagen' (from Danish havn, harbour) godo
73 Ta Tatenyobhi Tantalum King Tantalus, father of Niobe from Greek mythology; see also niobium godo
74 W Wafuramu Tungsten Swedish tung sten, 'heavy stone'
  • Symbol W is from Wolfram,
  • Chijerumani wolf-rahm 'wolf's foam' describing the mineral wolframite
godo
75 Re Rendya Rhenium Latin Rhenus, 'the Rhine' godo
76 Os Osime Osmium Greek osmḗ, 'smell' godo
77 Ir Ribungu Iridium Iris, the Greek goddess of the rainbow godo
78 Pt Puratinamu Platinum Spanish platina, 'little silver', from plata 'silver' godo
79 Au Ndarama Gold English word

·  Symbol Au is derived from Latin aurum

godo
80 Hg Chamatsatse Mercury Mercury, mwari we Varhoma we commerce,
  • Chiratidzo Hg kubva kuChiratini hydrargyrum,
  • kubva paChigirik hydrárgyros, 'water-silver'
mutuvi
81 Tl Talosi Thallium Greek thallós, 'green shoot or twig' godo
82 Pb Mutobvo[12] Lead English word

·  Symbol Pb is derived from Latin plumbum

godo
83 Bi Bisa Bismuth German Wismut, from weiß Masse 'white mass', unless from Arabic godo
84 Po Pongo Polonium Latin Polonia, 'Poland', home country of Marie Curie godo
85 At Asta Astatine Greek ástatos, 'unstable' fezi hayizivikwi
86 Rn Ranho Radon Radium emanation, originally the name of the isotope Radon-222 gasi
87 Fr Faranzovu Francium France, home country of discoverer Marguerite Perey fezi hayizivikwi
88 Ra Chiranzi Radium French radium, from Latin radius, 'ray' godo
89 Ac Chachwina Actinium Greek aktís, 'ray' godo
90 Th Thuori Thorium Thor, the Scandinavian god of thunder godo
91 Pa Parashina Protactinium Proto- (from Greek prôtos, 'first, before') + actinium,

since actinium is produced through the radioactive decay of protactinium

godo
92 U Uranyo Uranium Uranus, the seventh planet in the Solar System godo
93 Np Nepunu Neptunium Neptune, the eighth planet in the Solar System godo
94 Pu Mpunyo Plutonium Pluto, a dwarf planet, considered a planet in the Solar System at the time godo
95 Am Amarishi Americium Amerika, kwarukwa nhangande racho pokutanga, ne homologue § europium godo
96 Cm Churi Curium Pierre Curie and Marie Curie, French physicists and chemists godo
97 Bk Bhereẋiya Berkelium Berkeley, California, where the element was first synthesised godo
98 Cf Chikhalifo Californium California, where the element was first synthesised in the LBNL laboratory godo
99 Es Esiteni Einsteinium Albert Einstein, German physicist godo
100 Fm Ferumi Fermium Enrico Fermi, Italian physicist fezi hayizivikwi
101 Md Mendelewi Mendelevium Dmitri Mendeleev, Russian chemist who proposed the periodic table fezi hayizivikwi
102 No Nobhi Nobelium Alfred Nobel, Swedish chemist and engineer fezi hayizivikwi
103 Lr Rerenzovu Lawrencium Ernest Lawrence, American physicist fezi hayizivikwi
104 Rf Rufafoti Rutherfordium Ernest Rutherford, chemist and physicist from New Zealand fezi hayizivikwi
105 Db Dhubeni Dubnium Dubna, Rhashiya,
  • kwakarukwa nhangande pokutanha muJINR laboratory
fezi hayizivikwi
106 Sg Sebogo Seaborgium Glenn T. Seaborg, American chemist fezi hayizivikwi
107 Bh Boho Bohrium Niels Bohr, Danish physicist fezi hayizivikwi
108 Hs Haso Hassium New Latin Hassia, 'Hesse', a state in Germany fezi hayizivikwi
109 Mt Metinero Meitnerium Lise Meitner, Austrian physicist

Kutodza Chiputukezi Meitnerio

fezi hayizivikwi
110 Ds Damasimbi Darmstadtium Darmstadt,
  • Jerumani, kwakarukwa nhangande pokutanga muGSI laboratories
fezi hayizivikwi
111 Rg Rondegeni Roentgenium Wilhelm Conrad Röntgen, German physicist fezi hayizivikwi
112 Cn Kopanisi Copernicium Nicolaus Copernicus, Polish astronomer fezi hayizivikwi
113 Nh Nhoni Nihonium Chijapa Nihon,
  • 'Japani', kwakarukwa nhangande pokutanga muRiken laboratories
fezi hayizivikwi
114 Fl Fherovi Flerovium Flerov Laboratory ye Nuclear Reactions, chikamu cheJINR
  • kwakarukwa nhanande pokutanga,
  • itself named after Georgy Flyorov, Russian physicist
fezi hayizivikwi
115 Mc Moskovi Moscovium Moscow, Russia, where the element was first synthesised in the JINR laboratories fezi hayizivikwi
116 Lv Rivhomo Livermorium Lawrence Livermore National Laboratory in Livermore, California fezi hayizivikwi
117 Ts Tenesini Tennessine Tennessee, Amerika, kune Oak Ridge National Laboratory fezi hayizivikwi
118 Og Ogane Oganesson Yuri Oganessian, Russian physicist fezi hayizivikwi

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Vashona, 30 Chikunguru 2015, "helium" Yakatariswa: 16/8/2021
  2. Vashona, 30 Chikunguru 2015, "carbon" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
  3. Vashona, 2015, "Nitrogen" Yakatariswa: 12 Chivabvu 2022
  4. Vashona, 30 Chikunguru 2015, "phosphorus" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
  5. "Archive copy". Archived from the original on 2022-06-21. Retrieved 2022-06-20. 
  6. Vashona, 30 Chikunguru 2015, "calcium" Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
  7. Shokodyanamambo, Chikumi 2 2019, https://twitter.com/Jamwanda2/status/1135054665593344002 twitter., Yakatariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021
  8. @Jamwanda2, Chikumi 2 2019,https://twitter.com/jamwanda2/status/1135054665593344002?lang=en witter, t atariswa: 16 Nyamavhuvhu 2021k
  9. Vashona, 'Indium' Yakaringwa: 1 Kurume 2024
  10. https://canov.jergym.cz/vyhledav/varian36/shona/shona.htm
  11. https://vashona.com/en/dictionary/en/tin
  12. "Archive copy". Archived from the original on 2022-06-20. Retrieved 2022-06-20.