Chitsonga
Chitsonga (Tso: Xitsonga, uchitaugwa sokuti "Shitsonga") rurimi rwe Chibantu rwunotaurwa munyika ye Zimbabwe, Afurika Chamhembe, Eswatini uye Mazambuko. Unotswikwa ne Chitswa uye Chironga uye zita rayo "Tsonga" unowanzo fukidza mitauro yese mitautu sezvoitwa mitauro ye Chishona, asi dzimwe nguva inonzi Chitswa-Ronga. Chitsonga mutauro wakakudzwa pakusvikwa pakuti unokwaniswa kushandiswa zvose muzvikoro nekumba. Chitsonga mutauro weuhofisi (official) kuAfurika Chamhembe, uye pazasi pezita rokuti "Shangani" unozivikwa semutauro we uhofisi zve mu Konstichuti ye Zimbabwe. Mitauro yese ye Chitswa-Ronga unozivikwa kakuru kuMozambiki. Hadzisi mutauro we uhofisi muEswatini (iyo yaimbonzi Swazilendi).
Horokodzwa ye mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga ne Chishona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | Chishona | Tsananguro |
---|---|---|
mbyana | imbwa | |
nguluve, Honci | nguruve, hochi | |
mbhongholo | mbongoro | |
hanci | hachi, bhiza | |
mbuti | mbudzi | |
sekwa | sekwe | |
huku | huku | |
galankulu | ngarikuni, garinkuni | |
nghala | shumba | kuChishona ngara imhuka yakatosiyana ne shumba. |
Ndlopfu | nzou, zhou | |
Yinghwe | ingwe | kureva taiga paChishongrish,
ingwe ne dindingwe dzowanzo sanganiswa |
Nyarhi | nyati | |
Mhala | mhara | tarisai futi mhara |
Mpfundla | tsuro, shuro | |
Mangwa | mbizi, dhuve | |
Mfenhe | bveni/bvene, gudo | |
Mhisi | bere | |
Mhungbye | mhungubwe | kureva ronzi "jackal" |
Manumeri
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | n'we | mbirhi | nharhu | mune | Ntlhanu | Ntsevu | Nkombo | Nhungu | Nkaye | Khume |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | |
Chishona | imwe / in'we
motsi, moshi, modza poshi / potsi bodzi |
mbiri, piri | tatu, nhatu | ina | shanu | tanhatu, nhanhtu | sere | nomwe / non'we | pfumbamwe / pfumban'we
pfemba |
gumi |
Ruvara
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | Chishona | Tsananguro |
---|---|---|
ntima | tema, nhema, dema | |
basa | chena, jena | |
wasi | ungu, wungu | |
rihlaza | zerere | |
xitshopana | huroro | |
nsuku | ndarama | goridhe nderimwe shoko rinoshandiswa,
iri ndere Chingezi. |
lamula | ranjisi | |
tshukwa | tsvuku | |
ribungwa | mbise |
Mazuva e vhiki
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | Nsoto | Musumbhunuko | Ravumbirhi | Ravunharhu | Ravumune | Ravuntlhanu | Mugimeto |
---|---|---|---|---|---|---|---|
Chishona | Svondo, sondo | Muvhuro | Chipiri | Chitatu | China | Chishanu | Mugovera |
Mwedzi ye Gore
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | Chishona | Chitsonga | Chishona | ||
---|---|---|---|---|---|
1 | Sunguti | Ndira | 7 | Mawuwani | Chikunguru |
2 | Nyenyenyana | Kukadzi | 8 | Mhawuri | Nyamavhuvhu |
3 | Nyenyankulu | Kurume | 9 | Ndzhati | Gunyana |
4 | Dzivamusoko | Kubvumbi | 10 | Nhlangula | Gumiguru |
5 | Mudyaxihi | Chivabvu | 11 | Hukuri | Mbudzi |
6 | Khotavuxika | Chikumi | 12 | N'wendzamhala | Zvita |
Mwaka
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | Chishona |
---|---|
Ximumu | Zhizha |
Ximun'wana | Chirimo, ruswiswi |
Xixika | Chando |
Xixikana | Matsutso, masutso |
Zvindeya
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Chitsonga | Chishona | Tsananguro |
---|---|---|
Dyambu | zuva | |
Gongomela | Nyamatsatse | |
Misava | Rinopasi, Dhunya | Dhunya - ishoko rakabva kuChiswahiri, pakuti Dunia |
N'weti | Mwedzi |