Chivabvu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu  | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore
Harare muna2006
<< Chivabvu >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1
2 3 4 5 6 7 8
9 10 11 12 13 14 15
16 17 18 19 20 21 22
23 24 25 26 27 28 29
30 31
2021
Karenda yemwedzi weChivabvu

Chivabvu (Chirungu: May) mwedzi wechishanu, unoteera Kubvumbi, uye inemazuva 31.

Vambo rezita[chinja | edit source]

Yakatumidzwa mushure wechibage chekupedzisira, chivabvu, mwaka usati wapera.[1]

Mwaka[chinja | edit source]

Pani dzinotanga kuoma, saka kupomba mvura kuzvibhorani kunotanga. Husiku hunotanga kutonhorera, tsikidzi neumhutu zvinopera. Grasslands inongotanga kuita brown uye mashizha anotangawo kuchinja ruvara.[2]

Mutsika dzevanhu[chinja | edit source]

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. http://www.zambuko.com/mbirapage/shona_imports/pages/calendar_months.html Yakatariswa 25 Chikumi 2021
  2. https://www.ventureco-worldwide.com/africa/zimbabwe/zimbabwe-seasons/ Yakatariswa: 26 Chikumi 2021