Gumiguru
Jump to navigation
Jump to search
Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore
Gumiguru (Chirungu: October) mwedzi wechigumi, unemazuva 31. Gumiguru inoita kunge isina kukwana sezvo vanhu vakamirira mvura. Mutambo wetsika ‘mukwerera’ unoitwa mumwedzi uno. Gumiguru inoratidza kutanga kwemvura.[1]
Vambo rezita[chinja | edit source]
Rinoreva kuti "big ten" muChirungu nekuti mwedzi waGumiguru ndimwedzi wechigumi pakati pemwedzi dzese.
Mwaka[chinja | edit source]
Mwaka wakaoma unosvika pakakwirira - pachinyakare unonzi mwedzi wekuzviuraya - "dai kwainaya". Nhamba dzenzou dzakakomberedza makomba emvura dzakakwirira kusvika kukuvadza dzimwe mhuka.[2]