Ina

Kubva Wikipedia
Tatu Ina Shanu
4
-1 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9

Udorongodzwa hwe manumeriMbumbira

0 10 20 30 40 50 60 70 80 90

Kadhinari ina
Odhinari China
Mtandira we unumero Cheina
Fek'tarizesheni 22
Zvigovaniso (Divisors) 1, 2, 4
Manumeri e Chigiriki Δ´
Manumeri e Chirhoma IV, iv
Chivakashure che Chigiriki tetra-
Chivakashure che Chiratini quadri-/quadr-
Binary 1002
Ternary 113
Octal 48
Duodecimal 412
Hexadecimal 416
Chiarabhu, Chikurudhi ٤
Chiperusiya, Chisindhi ۴
ChiShahamukhi, Chiurudhu ۴
Chige'ezi
Chibhengari, Chiasamiya
Manumeri eChichayina 四,亖,肆
Chidhevhanagari
Chitelugu
Chimarayaramu
Chitamiri
Chihebheru ד
Chikhimeri
Chitai
Chikanadha
Chibhuruma

Ina (4) nna kana china, pahuwandu tichiti mana kana zvina. Ina chiperengo (kana numeri), numeriya uye dhijiti. Ndicho chiperengo chakasikwa chiri pakati pa tatu (yainotevera) na shanu (yainotangira kuravwa). Ndicho chiperengo chidoko kudarika chiperengo chiri komboziti, uye chinovonekwa sechisina rombo rakanaka mutsika dzakawanda dzekuChamhembe kwe Ezhiya.

Mutsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vachayina vanotenda kuti ina inumeri ye rufu.

Asi inoshandiswa futi kureva china, musi wevhiki rechiShona. Musi weChina musi wakoka kuVashona, ndiwo musi weChisi, asi musi uyu unoremekedzwa zvakasiyana pamunhu ne munhu, vamwe vanonamata musi weChina asi vamwe vanoshandiswa Mugovera. Vakristu vaakushandisa musi wechiRungu reSvondo vachisiya tsika.

Musainzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ruambanumeri[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

MuRuambachiperengo (numeroloji) hwe tsika yeVashona ina hayina ukoshi uye hayina udzikiriswa futi.

Ruambanyeredzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muruambanyeredzi ina inumeri inomirira chiratidzo cha gakanje / gakandye, uye inomirira wo futi imba ina ye chati rokuzvarwa remunhu. Imba inotongwa ne chiratidzo gakanje (icho chinotongwa wo na mwedzi), pamusoro pezvo, imba ina imba ya amai, kumba, dzinza ne zvimwe wo.

Upanganyeredzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Upanganyeredzi (astronomy)

Udorongodzwa hwe masamhuro ari bhesiki[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kukwanza 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 25 50 100 1000
4 × x 4 8 12 16 20 24 28 32 36 40 44 48 52 56 60 64 68 72 76 80 84 88 92 96 100 200 400 4000
Kugovanisa 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16
4 ÷ x 4 2 1.3 1 0.8 0.6 0.571428 0.5 0.4 0.4 0.36 0.3 0.307692 0.285714 0.26 0.25
x ÷ 4 0.25 0.5 0.75 1 1.25 1.5 1.75 2 2.25 2.5 2.75 3 3.25 3.5 3.75 4
Udambanura 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13
4x 4 16 64 256 1024 4096 16384 65536 262144 1048576 4194304 16777216 67108864
x4 1 16 81 256 625 1296 2401 4096 6561 10000 14641 20736 28561

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazwi e Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaYao vanoti kacheche (four times). Lomwe vanoti okhwiri sese kana sheshe kureva zvina.
  • VaTiriki vanoti khane (n. four times, fourfold) kureva kana. Kizigua vanoti minne (four) vachireva mana.
  • VaZigula neChimbalazi vanoti robo (four; quarter) vachireva zvina. Sokuti Kila chiro napika wadagala robo kilo. - Every night I cook a fourth of a kilo of sardines.
  • Kimbundu vanoti uana (n. four) vachireva mana. VaZigula vanoti kwada kana makwada (n. quarter $0.25).