Mazambuko
| ||||||||||||
| ||||||||||||
| ||||||||||||
National motto: Todos somos uno | ||||||||||||
![]() |
Mazambuko (kureva Mozambique, Put: Moçambique kana República de Moçambique, Che: Mozambiki; Swa: Msumbiji; Tso: Muzambhiki ) kana Mzambuko, inyika iri kuChamhembechemabvazuva eAfurika. Nyika dzakaikomberedza dzinoti: Tanzania iri kumaodzanyemba; Malawi neZambia dziri kuMaodzanyembaemadokero; Zimbabwe iri kumadokero; Eswatini neAfurika Chamhembe dziri Chamhembechemadokero. Kumabvazuva kwayo inoganhurana neGungwa India. Mazambuko inopatsanurana neMatagadzikwa paMuronga we Muzambuko. Gutaguru re Mazambuko rinonzi Maputo. Manika iri pedyo ne guta reMutare. Mutungamiri wekutanga wenyika iyi ainzi Samora Machel.
Vanhu vekuMazambuko vanonzi Vazambiki/Vamzambuki uye munhu mumwechete anonzi Mmuzambiki.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |