Chikunguru

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu  | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore
Stadium yeHarare kunemist
<< Chikunguru >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3
4 5 6 7 8 9 10
11 12 13 14 15 16 17
18 19 20 21 22 23 24
25 26 27 28 29 30 31
2021
Karenda yemwedzi waChikunguru

Chikunguru (Chirungu: July) kana Kunguru mwedzi wechinomwe wegore (pakati paChikumi naNyamavhuvhu). Inotumidzwa zita remuchero weNhunguru wemusango kubva mumuti wemunhunguru. Hutsvuku hwayo, hunopindirana nemavara emakwenzi anotunga musasa nemiti yemutondo inosimbisa uyu muvara wakakura mumwedzi waChikunguru.[1]

Zvirimwa zvaoma uye zvakagadzirirwa kuchengetwa mumatura akasunga mhepo-akasimudzwa nematombo anonzi 'matura'. Mhepo yaChikunguru, ine simba rinokwana kubvisa ('kungurutsa') zvigadzirwa zvemwenje zvakaita semashizha akaoma, inobatsira winnow ('urutsa') zviyo. Kuurutsa kunobvisa hundi nezvimwe zvisaririra zvisingadiwe, zvisati zvachengeterwa.[2]

Tsika dzevanhu[chinja | edit source]

Ruambanyeredzi[chinja | edit source]

Rubhi dombo rakakosha remwedzi waChikunguru

Muruambanyeredzi Chikunguru ine masaini ezodhiyaki maviri

Dombo rakakosha remwedzi waChikunguru rinonzi:

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. http://www.zambuko.com/mbirapage/shona_imports/pages/calendar_months.html Yakatariswa: 25 Chikumi 2021
  2. https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#September Yakatariswa 25 Chikumi 2021