Chikumi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu  | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore
Mwaka weChando. KuZimbabwe hakuna snow
<< Chikumi >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3 4 5
6 7 8 9 10 11 12
13 14 15 16 17 18 19
20 21 22 23 24 25 26
27 28 29 30
2021
Karenda yemwedzi waChikumi

Chikumi (Chirungu: June) kana Mandundu izita remwedzi wechinhanhatu mu gore, uye rinomaka chikamu chegore. Mumwedzi wechikumi kukohwa kunenge kwapera, ikozvino zvirimwa zvapararira kuti zviome pa 'matara' akaiswa. Inguva inotarisirwa kwazvo yevana. Ivo vanopfuura nemuminda vachiunganidza chero zvirimwa zvasara, uye vanoshandisa izvi zvekudya kutamba imba ('mahumbwe'). Vafudzi-vakomana vanotorawo zororo sezvo mhuka dzinosiiwa dzichidzungaira muminda. Mombe dzinogona kudya zviyo zvakasara, makoko, mashizha nemashanga.[1]

Mwaka[chinja | edit source]

Zimbabwe[chinja | edit source]

Kubva kuna Kubvumbi kusvika kunaGumiguru mwaka weZimbabwe inguva wemwaka wakaoma, hapana mvura inonaya, uye hunyoro hwakaderera. Mhuka dzesango dzinozotenderedza makomba emvura nenzizi kana mamwe matsime emvura aoma.

Mwaka mumwedzi waChikumi ndi:

Mutsika dzevanhu[chinja | edit source]

Zita[chinja | edit source]

  • Chikumi izita munyika yeZimbabwe, rinonyanyo pihwa kuvakomana, izita reChishona richimirira mwedzi unezita rimwe.
  • Kunyangwe kuVarungu June izita remunhu, asi rinonyanyo pihwa vasikana.

Ruambanyeredzi[chinja | edit source]

MuRuambanyeredzi pane masaini maviri ezodhiyaki:

Mabviro eruzivo[chinja | edit source]

  1. https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#June Yakatariswa: 25 Chikumi 2021