Matsutso

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Matsutso kana masutso (End of rainy season when crops are about to ripen; in the autum) apa kureva nguva inopera mwaka wekunaya kwemvura apo zvirimwa zvinenge zvosvika kuti zvichikohwewa. Vamwe vatauri veChiKorekore vanoti mapehwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti lisutsa kana isutsa (green vegetable, found growing wild) kureva mhando yemuriwo unowanikwa musango.
  • VaWanga vanoti obukondo bwelisutsa (green colour) kureva ruvara rwe green.
  • VaWanga vanoti obukondo (likeness, colour, shape).
  • VaVenda vanoti vhudala (n. green). VaLozi vanoti butala (n. greenness. green colour).