China

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kana muchitsavaka nyika tarisa peji iri: Chayina, kana muchida zvimwe zvirevo tarisai: China (tsauranisa chirevo)

Chitatu China Chishanu
Musi we China
Tarisai futi Mazuva e svondo

Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg

Zita: China
Numeri ye musi: Ina
Mahoridhe: Chisi

(tarisai futi Mugovera)

Kukosha: Masowe

China (nge. Thursday) izuva repavhiki rinotevera chitatu richiteverwa nemusi wechishanu.

Mitauro ye Chibantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti ulwesine (n. Thursday - lit. the fourth day of the week) vachireva musi wechina.
  • VaWabo vanoti cittaattu kana macittaattu (n. Wednesday) vachireva chitatu.