Nguruve

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
XN Sus domesticus Animal husbandry 912.jpg

Nguruve (Pig in English) imhuka inopfuyiwa pamba ichinyanya kuchengetwa muchirugwi. Nguruve inobereka vana vakawanda imwe nguva vanosvika vatanhatu kana vanomwe (6-8).

Rimwe izwi rinoshandiswa kutaura nguruve nderekuti hochi.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Dimbi kana huzhwa (1. Cheek of a pig used as meat, 2. the loose fleshy part of the neck of certain animals, such as dewlap of cattle) zvichireva nyama yepadama renguruve.
  • Kukandura (cut up a slaughtered beast without skinning it).
  • Kandudza (cut hide and meat together). Nguruve nembizi dzinokandurirwa: pig and zebra are cut up without being skinned first.