Mbise

From Wikipedia
Dark-brown-solid-color-background.jpg

Mbise (kureva brown) muvara uri kompoziti, asi pachimosi ibvute itema yemuvara we ranjisi. Muchifanikiso cheCMYK chemivara inoshanidswa kutsikisa kana kupendha, mbise inowanzo gadzirwa nokusanganiswa kwe mivara ye ranjisi ne tema. Muchifanikiso cheRGB chemivara inoshandiswa kuchanjamara mivara mumaskirini eterevhizheni uye mamonita ekombiyuta, mbise inosanganisa tsvuku ne zerere.

Muvara we mbise unooneka kazhinji muchizvarirwo, senge rukuni, ivhu, ganda revanhu, vhudzi revanhu, uye maziso evanhu. Mbise muvara we rukuni rutema kana ivhu rakapfuma. Muvara wembise muvara wakanaka kwazvo, unooneka muganda rwe vana weAfurika.

Mashoko ashandiswa[chinja | edit source]

Ringai futi:[chinja | edit source]