Shanu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
5

Shanu (zvishanu) inhamba inotevera ina.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLomwe vanoti okhwiri thanu kureva shanu.
  • Vatauri veKizigua vanoti shano, hashano, kashano, mashano, mishano, vishano, washano) (n. five).