Chiigbho

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuIgbo)

Igbo mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Igbo inoti okuku (n. chicken) kureva huku.
  • Igbo inoti üdï (n. kind, sort) kureva rudzi.
  • Igbo inoti ala (n. country, land; ground, floor) kureva nyika. Fananidzai nokuti ruvara? Herero inoti ouvara (dominion; kingdom; chiefdom; empire; power).
  • Igbo inoti ikom (male) kureva munhurume. Mamwe mazwi: ndi ikom (males, men) kureva vanhurume. Fananidzai nokuti mukomana?
  • Igbo inoti nnu (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: uzo (way; road; path; doorway) kureva nzira.
  • Igbo inoti -nyaku (v. adhere, cling, stick) kureva kunamira. Fananidzai nokuti munyakwe.
  • Ibgo inoti oobo (n. heap) kureva murwi. Fananidzai nokuti hobho.
  • Igbo inoti na and, that; at, in, on, within; used as auxilary to specify continuing action in the present).
  • Igbo inoti uta (n. bow) kureva uta. Mamwe mazwi: -kwe uta (v. string a bow) kureva kupomba tambo yeuta.


Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Igbo inoti onye (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: ndi (n. people, group) kureva vanhu kana boka.
  • Igbo inoti miri, mmiri (n. water) kureva mvura. Mamwe mazwi: ebe (n. place; location) kureva panzvimbo.
  • Igbo inoti nna (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: okpuru (Under, underside) kureva kutsi.
  • Igbo inoti onye (somebody, who). Mamwe mazwi: onye ojii (black man). Onye Olu (n. worker). Onye ibgo (n. Ibgo man). Onye isi (n. boss).
  • Igbo inoti ocha, ucha (white, clean) kureva huchena. Mamwe mazwi: oji, ojii (black) kureva hutema.
  • Igbo inoti usekwu (n. kitchen) kureva kicheni. Mamwe mazwi: ezhi (n. compound) kureva ruvanze.
  • Igbo inoti ulo (n. house) kureva imba. Mamwe mazwi: ulo oriri (n. hotel) kureva hotera.
  • Igbo inoti elu (n. height) kureva hurefu. Mamwe mazwi: nne (n. madam, mother) kureva amai.
  • Igbo inoti ngazi (n. spoon) kureva spunu. Mamwe mazwi: obodo (n. town) kureva dhorobha.
  • Igbo inoti gota (v. buy, purchase) kureva kutenga. Mamwe mazwi: mbara (n. living room) kureva imba yedandaro.
  • Igbo inoti mme (red) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: oga (n. master) kureva tenzi.
  • Igbo inoti ejima (n. twin) kureva mapatya. Mamwe mazwi: igugu (n. flower, blossom) kureva ruva.
  • Igbo inoti inyom (female) kureva munhukadzi. Mamwe mazwi: ndi inyom (females, women) kureva vanhukadzi.
  • Igbo inoti iru (n. face, front; forward part) kureva chiso. Mamwe mazwi: iru aka (n. fore-arm).
  • Igbo inoti nwaadike (n. warrior, hero) kureva gamba. Mamwe mazwi: otu (n. vulva, vagina).
  • Igbo inoti nwa (n. child; used as a term of endearment by older to a younger person). Mamwe mazwi: nwa olu (n. apprentice) kureva mudzidzi webasa.
  • Igbo inoti -nyaka (v. break off; pull off; sever; pluck off violently) kureva kugura.
  • Igbo inoti -nyawa (v. break in pieces (usu. of soft objects like bread, cake)) kureva kumwauka.
  • Igbo inoti -nyefe (v. hand over; give to excess) kureva kupa zvizhinji.
  • Igbo inoti obosala (width; breadth; levelness (of surface)) kureva hwasha. Mamwe mazwi: otutu chi (many, various).
  • Igbo inoti ofu (one; the same; a certain; united; alone; lone) kureva chimwe. Mamwe mazwi: ofu chi (one God).
  • Igbo inoti onye nke (n. relation, supporter) kureva hama kana mutsigiri. Mamwe mazwi: onye nketa (n. inhreritor) kureva mugaranhaka.
  • Igbo inoti mpako (n. haughtiness; pride; pomposity; aloofness) kureva kuzvida.
  • Igbo inoti -tela (v. level; rub flat, straight, smooth). Mamwe mazwi: ntela (n. levelling).
  • Igbo inoti uchu (industry; perseverance; diligence) kureva mbirimi.
  • Igbo inoti nwoke, nnwoke (n. man, male) kureva murume. Mamwe mazwi: nwa nwoke (n. male child, son) kureva mwanakomana.
  • Igbo inoti akwala (n. vein, sinew, muscle). Mamwe mazwi: ude (flood-plain; swampy farm land) kureva ivhu rine murove.
  • Igbo inoti nso (close, nearby, the vicinity of) kureva pedyo. Mamwe mazwi: -bia nso (v. approach) kureva swedera.
  • Igbo inoti Chukwu (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: Chineke (n. Lord) kureva Ishe.
  • Igbo inoti oshishi (n. tree) kureva muti. Mamwe mazwi: ukweluukwu (enormous) kureva hombesa.
  • Igbo inoti ude (n. fame; report; reputation; name) kureva mukurumbira. Mamwe mazwi: uzuzu (n. sand, dust) kureva jecha.
  • Igbo inoti udo (n. peace; quietness; calmness) kureva [[]]. Mamwe mazwi: anya udo (n. self-control; temperance).
  • Igbo inoti ufèlè (wind; breeze) kureva mwando. Mamwe mazwi: oke ufele (great wind) kureva mhepo huru.
  • Igbo inoti ufesi (the other side; abroad; overseas) kureva mhiri. Mamwe mazwi: ufesi mmili (across the stream, river, etc.; the other side of the river, stream, etc.).
  • Igbo inoti ufulu (n. breath, air) kureva mweya. Mamwe mazwi: uju (fullness, plenty) kureva kuzara.
  • Igbo inoti ulume (n. downy feathers; down). Mamwe mazwi: ume (n. breath; sigh; strength) kureva kufema.
  • Igbo inoti ufu (n. pain; agony; difficulty; distress) kureva marwadzo. Mamwe mazwi: ufufu (n. foam; froth; scum).
  • Igbo inoti -zu (meet; encounter) kureva kusangana. Mamwe mazwi: -zuko (meet; assemble; collide). Nzuko (meeting; council) kureva musangano.
  • Igbo inoti -zu (determine; purpose; plan; deliberate). Mamwe mazwi: -zube (determine; purpose; plan) kureva chinangwa.
  • Igbo inoti -zuputa (v. invent). Mamwe mazwi: nzuputa (n. invention).

Nhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Igbo inoti otu (num. one) kureva posi. Mamwe mazwi: abuo (num. two) kureva mbiri.
  • Igbo inoti atö (num. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: anö (num. four) kureva zvina.
  • Igbo inoti iso (num. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: isii (num. six) kureva tanhatu.
  • Igbo inoti asaa (num. seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: asato (num. eight) kureva sere.
  • Igbo inoti itolu, teghete, ìteghete (num. nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: iri (num. ten) kureva gumi.
  • Igbo inoti puku (num. thousand) kureva chiuru. Mamwe mazwi: ijeri (num. million) kureva miliyoni.

[1] [2] [3]

  1. https://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/VN/Igboid/Igbo%20Dictionary.pdf
  2. http://ia600202.us.archive.org/2/items/Fsi-IgboBasicCourse-StudentText/Fsi-IgboBasicCourse-StudentText.pdf
  3. https://www.igboguide.org/vocabulary.pdf