Ina
|
Ina (4) nna kana china, pahuwandu ndi mana kana zvina. Ina inumeri, numeriya uye dhijiti. Ndiyo numeri yakasikwa iri pakati pa tatu (yainotevera) na shanu (yainotangira kurvwa). Ndiyo numeri doko kudarika numeri iri komboziti (composite), uye inoonekwa seisina rombo rakanaka mutsika dzakawanda dzekuChamhembe kweEzhiya.
Mutsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Vachayina vanotenda kuti ina inumeri ye rufu.
Asi inoshandiswa futi kureva china, musi wevhiki rechiShona. Musi weChina musi wakoka kuVashona, ndiwo musi weChisi, asi musi uyu unoremekedzwa zvakasiyana pamunhu ne munhu, vamwe vanonamata musi weChina asi vamwe vanoshandiswa Mugovera. Vakristu vaakushandisa musi wechiRungu reSvondo vachisiya tsika.
Musainzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Ruambanumeri[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
MuRuambanumeri (numerology) hwe tsika yeVashona ina hayina ukoshi uye hayina udzikiriswa futi.
Ruambanyeredzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Muruambanyeredzi ina inumeri inomirira chiratidzo cha gakanje / gakandye, uye inomirira wo futi imba ina ye chati rokuzvarwa remunhu. Imba inotongwa ne chiratidzo gakanje (icho chinotongwa wo na mwedzi), pamusoro pezvo, imba ina imba ya amai, kumba, dzinza ne zvimwe wo.
Upanganyeredzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Upanganyeredzi (astronomy)
- Materestiari mana (kana matombo) zvindeya zviri muMutandira we Mushana: Nyamatsatse, Hweva, Rinopasi, na Mrongazuva
- Ma-giant mana egasi/mazaya zvindeya zviri muMutandira we Mushana: Vhenekeratsvimborume, Chirema, Yuranisi, na Neputoni.
- Mwedzi ina ya Vhenekeratsvimborume (mwedzi ya Galalio) anoonekwa kubva kuRinopasi nechiringakure chahobhi (hobby).
- Mesiya Objecti (Messier object) M4, muvunene 7.5 we-cluster ye pasirose muunganyeredzi ya Chinyavada.
Udorongodzwa hwe masamhuro ari bhesiki[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Kukwanza | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 | 17 | 18 | 19 | 20 | 21 | 22 | 23 | 24 | 25 | 50 | 100 | 1000 | |||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
4 × x | 4 | 8 | 12 | 16 | 20 | 24 | 28 | 32 | 36 | 40 | 44 | 48 | 52 | 56 | 60 | 64 | 68 | 72 | 76 | 80 | 84 | 88 | 92 | 96 | 100 | 200 | 400 | 4000 |
Kugovanisa | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 | |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
4 ÷ x | 4 | 2 | 1.3 | 1 | 0.8 | 0.6 | 0.571428 | 0.5 | 0.4 | 0.4 | 0.36 | 0.3 | 0.307692 | 0.285714 | 0.26 | 0.25 | |
x ÷ 4 | 0.25 | 0.5 | 0.75 | 1 | 1.25 | 1.5 | 1.75 | 2 | 2.25 | 2.5 | 2.75 | 3 | 3.25 | 3.5 | 3.75 | 4 |
Udambanura | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | 11 | 12 | 13 | |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
4x | 4 | 16 | 64 | 256 | 1024 | 4096 | 16384 | 65536 | 262144 | 1048576 | 4194304 | 16777216 | 67108864 | |
x4 | 1 | 16 | 81 | 256 | 625 | 1296 | 2401 | 4096 | 6561 | 10000 | 14641 | 20736 | 28561 |
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Mazwi e Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaYao vanoti kacheche (four times). Lomwe vanoti okhwiri sese kana sheshe kureva zvina.
- VaTiriki vanoti khane (n. four times, fourfold) kureva kana. Kizigua vanoti minne (four) vachireva mana.
- VaZigula neChimbalazi vanoti robo (four; quarter) vachireva zvina. Sokuti Kila chiro napika wadagala robo kilo. - Every night I cook a fourth of a kilo of sardines.
- Kimbundu vanoti uana (n. four) vachireva mana. VaZigula vanoti kwada kana makwada (n. quarter $0.25).