Huchena

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Huchena (whiteness) kureva kuva nemuvara muchena.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti mpembe (whiteness, white, pallor) kureva huchena. VaKongo vanoti pemba (be white; get white; whiteness) kureva kuchena. VaNyoro vanoti ente orukwera (n. a white cow).
  • Herero vanoti pyembaerisa (make white; make to shine). Mamwe mazwi: vapa (fair, white). Nsenga vanoti utua (n. whiteness, purity). Bavili vanoti cyenisi (v. to light up).
  • Mang'anja vanoti kuera (to be white or light) kureva kuchena. Mamwe mazwi: kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva huchena.
  • VaTakwane vanoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white). VaNyakyusa vanoti unkasi umwelu, mukadzi muchena. VaLozi vanoti busweu (n. whiteness) kureva huchena.
  • VaGwere vanoti bweru (1. whiteness, 2. transparency, honesty, intergrity) kureva huchena. VaGulu vanoti -jeru (white) kureva huchena. Mbunda vanoti butoka kureva huchena.
  • VaNyika vanoti inzeru (white), huchena. VaMbugwe vanoti mweeru, keru kana njere (white), huchena. VaGulu vanoti numba yera (clean house), imba yakachena.

Mazwi Anotodzana[chinja | edit source]