Nyika

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyika (country; territory) zvinoreva dunhu kana nzvimbo inogara vanhu kana inotonga naIshe kana mumwewo mutungamiri.

Somuenzaniso:

  • Nyika yeZimbabwe.
  • Nyika yaShe Chiswiti. Vatauri veKishambala neGiryama vanoti nyika (wilderness, lit. uninhabited border lands).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo neVaShambala vanoti nyika (n. hinterland, wilderness, desolate region) kureva sango. VaVenda vanoti shango, muvhuso kana mivhuso (n. State) kureva muvuso.
  • VaSwahili vanoti nchi (country, earth, land, district, region). VaLenje vanoti chisi, nshi kana nsi (country, region, land, district, village and its neighbourhood).
  • VaHerero vanoti ou-ye (the whole world). VaMambwe vanoti mpanga (country) apa kureva nyika.
  • VaSwahili vanoti mtaa kana mitaa (1. district, quarter of a city; 2. rare state (as an administrative or territorial unit).
  • VaNgala vanoti mboka (country, village) kureva nyika kana musha. Mamwe mazwi: mwana mboka (son of the country) kureva mwana wenyika iri kurehwa.